Bhoo here Nyarie kubva wapa munhu mari yechikwereti pamberi pemunhu ane zvimwe zvipande futi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Lee vabva vaenda faster faster from one hand to the next not even a chance to put it in his pocket or wallet zvino akatsika madomasi evaridzi achi famba aka guta ne hasha kudaro acha bhadhara neyi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.Awesome work 👏 as usual 👏 🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨 dzenyu mese. @Nyarie I'm crushing on you too much.I just wanted to let you know kuti "Every time I see you, I can't help but smile. You have this amazing ability to brighten up my day without even trying."❤sending you loads and loads of l❤ve hamheno kuti zvichapera mushe here Nyasha Usai😊.
Anoti team iri rinogona rinofanirwa kuactor rese always siya like
Yeeee guys mese maona comedy irori ngatisiyeyi Like♥♥♥🌟🌟🌟🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇦🇿🇦🇿🇦👏👏👏💥💥💥
Manje ndauya namanake hanty iwewe unechikwereti chake ooo iwe ooo Mari Yako 😂😂😂😂 leee
Iwee ohh, ohh Mari Yako hanty inin ndine chikwereti chako😅😅😅... Enzo😅
Ndati.oooo-oooo mari yako hazvisi boe apa pamba unenge wasiya zvinhu zvisina kumbomira mushe😂😂😂😅😅😅,asi kaaaaaa chako ndechako shuwa Elder vaitosa moto ivooo vagarisa
Kwete kuzoparadzana pamberi apooooooo munonakidza muchishanda mese mhani❤❤
Combination yaNyarie Lee Sosora naDan its a hit mdara🔥🔥
You guys munondiitira keep the fire burning
😂😂😂😂😂 comic elder marohwa nechikweretiwo😅😅
When we speak about natural talent we mean this
Ndavanyarira ba Rejo 😂😂
Oh ndati oh mari yako hunty ndine chikwereti chako manake arikudawo yake hunty une chikwereti chake kkkkk
Nyari na Comic vakasangana it’s a hit 🔥🔥🔥🔥
kubatira mushonga 10 zig here
Oooh mari yako hant inini ndinechikwereti chako manje ndauya namanake hant iwewe unechikwereti chake 😂😂😂
Ndabva ndaifungawo 🎵 🎶
Kutolaika ndisati ndaona zvangu❤
Oh oh mari yako, hanti ndine chikwereti chako
Chiinizve babarijo akhiti nana😂🙌🏿
Nyarie mukuba uwowo wekuti muntu unoti andina mare iwe unayo atiwudi.
Chibviro kuona zvaitika
You are legends guys ❤❤
Bhoo here Nyarie kubva wapa munhu mari yechikwereti pamberi pemunhu ane zvimwe zvipande futi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Lee vabva vaenda faster faster from one hand to the next not even a chance to put it in his pocket or wallet zvino akatsika madomasi evaridzi achi famba aka guta ne hasha kudaro acha bhadhara neyi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.Awesome work 👏 as usual 👏 🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨 dzenyu mese.
@Nyarie I'm crushing on you too much.I just wanted to let you know kuti "Every time I see you, I can't help but smile. You have this amazing ability to brighten up my day without even trying."❤sending you loads and loads of l❤ve hamheno kuti zvichapera mushe here Nyasha Usai😊.
😂😂😂 Baba Rejo vatambwa yakanaka😂😂😂
😂😂😂😂😂😂Pihwai Mari yenyu baRijo.. zvekudyara imbwa padoor hazvishande
Baba rijo makadza kutiza nhasi😅😅😅😅😅
😂😂Nyarie haaa Lee abva apererwa
Haaaa saka pa 10 yaakatora iyo ndopakakwana hembe Dzevana ne kusara change yeku riska
Sup gud pple ipai Elder mari yavo purizi
Baba Rejo avasisina mari yema pampers..but vazofambira dhongi rakaora kkk
inini ndichikupa uchimupa zvakafanana nekuruma uchisvipa kkkkkkkkkkk
Nhai nyarie ko betrayal mukudii takamirira kaaa
Kkkkk hiiii baRijo saka all the struggle chamawana chiii
Zvakafanana nekuruma uchisvipa kkkkkkkkkkk manje ndauya namanake
Ndichikupa uchimupa😂😂😂😂
😂😂😂 aah Nyarie chinotaurisa shame
Mukadyara dyara imbwa pamusuwo😂😂😂😂😂😂😂😂
Yaah Guys u 😂😂😂😂are too much ndaseka pamberi pe Client yooh atsamwa
We love you guys keep it up
Haaa team iri ropedza zim yose 😂😂😂😂🙌
Comic muri elder zve shuwa
Baba rejoo ended up finding himself in between horns of a 🦕 diner
Nyarie I just like you❤❤❤❤❤. You seem like a cool person
Kudyara imbwa here😂😂😂😂
Watadza kutiza😂😂😂
Ooo iwe ooo Mari yako😂😂
Kudyara imbwa pa door kkkkk ma1
😂😂😂😂Saka mukuti mukadyaradyara imbwa 😂😂Lee ka
Hahaha😂😂 Nyarie this is not fair
😂😂😂nyari wakaoma hahaha hona mari barejoo vatsamwa
Keep it up guys
Hatidi kubatirana mushonga😂😂
Leee chawagona hapana😂😂😂😂
Haaaa mungabva mawachisa baba Rejo kudaro
Yamaita baba rejo Haiko iyi 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂Barijo vakunzwisa tsitsi😂😂😂
Iko kuzopusa kwa Ba Rejo manje
Musadaro babaRejo
❤❤❤
Ba Rijo vareba musoro kkkkk
😂😂😂 baba Rijo
Ini ndichikupa uchimupa kkkk
Inspired by Enzo Ishal
Nyarie ❤ usadaro Lee 😂😂😂😂😂.
Ba Rejo vanga vachitya imbwa 😂 ko serious manje vachienda
❤❤❤🎉🎉
Bba rijo vatsamwa😂😂😂😂
😂😂kuruma uchisvipa
Converting audio to video 😂😂❤❤ enzo😊
Kkkkkkkkkkk baba piwai mari
😂😂😂😂😂😂 kunyangira yaona
Piwa mari yako shaaa😂😂😂
Baba rijo😂
kuruma uchisvipa🤣🤣
Barijo 😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk haaa Lee apera power
Mahwani 😅
kkkkk baba rejo😂😂😂😂
Saka baRejo VaiRisker nemari yechikwereti
Kkkkķ come Nyarie .
Magonekwa baba va Rijo
manje ndauya naManake hanty iwewe une chikwereti chake
Inini ndichikupa uchimupa
😂😂😂
Nanhasi here mari haisati yavapo
Muriseisei
Kkkkkk Lee uri chibaba
Veduwee musadaro Ba Rejo🫣
😂😂😂😂
Kkkkk Hayaaaa
Ndichikupa uchimupa handiti unechikwereti chake
bhadharai chikwereti lol
😂😂😂😂apa dzauya
imimi kaaa
BaRijo😂😂
Nyarie wakangwarisa ipa munhu mari take tit for tat kupa nekutorerwa kkkk
Ko tanaka aripi amana
Comic idya relax
Manakee
Kkkkkkkkk zvaendwa
Boom 🎉🎉🎉 Nyarie
Svikai padhuze hapana zvainokuitai 😂