Asi akatora zvose izvo ko umwe mwana uyo asiri wake anomuchengeta here? Ko zvaanga apuwa shop Wani adii kugutsikana nazvo? So mushini ndewe kuchera gold muroora akunopa baba vake ka kana hanzvadzi yake kana new boyfriend kuti ishandise? Zvine zvemufi hazvidi kudayi ngavamupe mota yacho anogadzirisa nemushini wacho
Munhu akadai haatombobhadhari kana cent rezvikwereti Kari kupushiwa nehama dziri kutodavo ku benefita ko uyo umwe mwana anozomuoavo chinhu here zvakava kutora zvose kamukadzi aka
Yes Mambo, no to corruption indeed
Mambo munogona kutonga thanks . Wedzerwai makore adzinji ekurarama Nyasha dzedenga must locate you
Thank you mambo
Thank you mambo Gracious - apa mamirira vanhukadzi nevana.
ahhh zvichiriko zvekutorera munhu asara nhaka ende futi kaa
Haa girl child uchiri mwana mudiki chaizvo 19 years
Mumwe anonyura apa. Pfuma yenhaka ichauraisa vanhu. Pachaita kuroyana apa. Kubva kuna tezvara kuda kuba pfuma yemwana kusvika kuna baba varikuda kutonga pfuma yemukuwasha.
Asi akatora zvose izvo ko umwe mwana uyo asiri wake anomuchengeta here? Ko zvaanga apuwa shop Wani adii kugutsikana nazvo? So mushini ndewe kuchera gold muroora akunopa baba vake ka kana hanzvadzi yake kana new boyfriend kuti ishandise? Zvine zvemufi hazvidi kudayi ngavamupe mota yacho anogadzirisa nemushini wacho
Mmmmmmm muroora mudiki uyoo dai ati vapewo mwana chete anozviisa kupi iye acharoorwa
Ummmm pane anochererwa chete
Ko vadare madii mambosiya munhu opedza kutaura monzwa kaa nyaya,, ko kana muchiiziva tauraizvee imi
Zvine nharo
hurombo huroyi ndazviona
Kugona kutonga
Team ndorifarira mhani iro ❤
Mwanasikana ari kufurirwa na baba vake
Shirikadzi nhete ngadzirorewe
Baba vemukadzi ndovatotuma mwana kuno mhangara vachida mota hanzi ndipei ndozvigadzirira ndoga
Umwe anonyura apaa
Pfuma yenhaka inouraisa ende inoparadzanisa hama nehama
Asiwo mroora must take care of zvikwereti zvaiparamura nemurume wake not kungotora Mota isati yapera kubharwa.
Munhu akadai haatombobhadhari kana cent rezvikwereti Kari kupushiwa nehama dziri kutodavo ku benefita ko uyo umwe mwana anozomuoavo chinhu here zvakava kutora zvose kamukadzi aka
Hakambobhadhari yakatotariswa nababa vacho vari kutoda mota hanzi ndipei ndozvigadzirira ndoga
Mwanasikana afirwa achiri mudikisa atove ne munyama chero akazoroorwa anogona kufirwa futi
Ummm iweka ukaona zvadaro zvinenge zvava zvekumusha kwake
Obvious ndezve kumusha kwake tarisa kudisa fuma yekumukuwasha kwavanoita @@nomsanyika151
Iri iguva ramagadzira kana vanhu vakakwanisa kuuraya wavo mwana kuzoti iwe zvako hiiiiii
Based on what ???😢😢😢😢
Haaa mwana sikana enda kumba kwenyu iwe