ความคิดเห็น •

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 4 หลายเดือนก่อน +31

    Stella Muusha you deserve a journalist award for your excellent interviewing skills!❤

  • @jerinahmukaratigwa6553
    @jerinahmukaratigwa6553 4 หลายเดือนก่อน +125

    Ko lawyer anorida rei iye achirambidza vana kudzidza ko mweya wake wadii kumumiririra mu court

    • @innocentkunyangura1487
      @innocentkunyangura1487 4 หลายเดือนก่อน +2

      Izvi zvave zvenyika zvinotoda lawyer. Deno pasina varikuvanyebera kungadeno vasirimo

    • @ganyaz
      @ganyaz 4 หลายเดือนก่อน +6

      very good question !!
      kudakushandisa Vana vewamwe vanhu vakadzidzisa Vana vavo

    • @jessicanyaman8295
      @jessicanyaman8295 4 หลายเดือนก่อน +6

      ​@@innocentkunyangura1487iwe uricanaan chete and dofo ngaamirirwe nemweyd

    • @sukaimasvingise2051
      @sukaimasvingise2051 4 หลายเดือนก่อน +1

      Innocent kwana kunyeberwa nani ko vana 27 out of 51 vana vavainavo vakava wanepi vamwe hachisiri virgin hwakaendepi uri ku Canaan iwe garako nokupusa kwako

    • @jerinahmukaratigwa6553
      @jerinahmukaratigwa6553 4 หลายเดือนก่อน

      @@innocentkunyangura1487 kana mweya wakamutuma ari kutsvakei kunyika akapusa

  • @user-oj9oh6yg6e
    @user-oj9oh6yg6e 4 หลายเดือนก่อน +18

    Iyee mnangagwa wacho anoitei munyika vakatofanana Ishmael naEmason

  • @mationisamuel6486
    @mationisamuel6486 4 หลายเดือนก่อน +62

    Food ndoinenge Achievement yevakadzi ava.Mukore uno munhukadzi achirikutadza kudya nekuda kumirira baba ,This is shameful

    • @ganyaz
      @ganyaz 4 หลายเดือนก่อน +8

      taurai zvenyu kkkkk
      vakadzi ava vanenge vatove mazungairwa chaiwo

    • @ganyaz
      @ganyaz 4 หลายเดือนก่อน +1

      kambuya kari kutaura zveZanu pf ako namadzidziba Ishmael same same ,
      vakadzi vese vanopinda church iyi mazungairwa chaiwo ,food is the greatest achievement kwavari nxaaa

    • @kudzimunetsi6508
      @kudzimunetsi6508 4 หลายเดือนก่อน

      Kana achizvida ngaaite hake mukadzi iyeye

    • @LeekayzLeekayz-pc7yv
      @LeekayzLeekayz-pc7yv 4 หลายเดือนก่อน

      Imagine

    • @dagmarjandles8875
      @dagmarjandles8875 4 หลายเดือนก่อน +1

      Nhayi nhayi ..husimbe kusada kushanda vakadzi ava. Kuda kudya vagere ndozvavanodira madzibaba ivava .

  • @sukaimasvingise2051
    @sukaimasvingise2051 4 หลายเดือนก่อน +43

    Ko lawyer vanoridii handiti lawyer akenda kuchikoro ndochavari kuti hadi vadii kumiririrwa nemweya mutsvene

  • @user-sv6wq8sz4h
    @user-sv6wq8sz4h 4 หลายเดือนก่อน +19

    Ngawagare ikoko madzibaba ngawasabude hawo

  • @alicerunesu7824
    @alicerunesu7824 4 หลายเดือนก่อน +6

    Gumbura akasungwa wani .madzibaba Ishmael ngavasungwe

  • @maidonnel
    @maidonnel 4 หลายเดือนก่อน +12

    Lawyer uyu arikuita hake case iyi but she feels bad about everything and haatorina confidence

    • @virginiasithole1994
      @virginiasithole1994 3 หลายเดือนก่อน

      Apo lawyer racho mukadzi, kutadza kumiririra vakadzi nevana. Anga dai akaramba

  • @natashayakubu7996
    @natashayakubu7996 4 หลายเดือนก่อน +26

    Saka madzibaba votadza kusungirwa mhosva dzavo nekuti muri kuda chingwa 😂nxaaaah vanhu ava vanopisa hasha mazi bharanzi evanhu

    • @user-nn7to1qf3v
      @user-nn7to1qf3v 4 หลายเดือนก่อน

      Imagine 😅😅

    • @user-ph9wj1qt7b
      @user-ph9wj1qt7b 4 หลายเดือนก่อน +1

      nhai nhai hanzi chingwa nxaaa

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂

    • @teberiachitauro9305
      @teberiachitauro9305 4 หลายเดือนก่อน +2

      Kkkkkk kuita kunge vakadyiswa nhaimi kupusa kwacho

    • @evanspodzainyikavaranda3307
      @evanspodzainyikavaranda3307 4 หลายเดือนก่อน

      Kkkkk. Unoshaya asi chipositori chovhara njere here

  • @PhillipKichini
    @PhillipKichini 4 หลายเดือนก่อน +3

    Zvaoma sei muchiti mune murume,zvinoreva kuti murume wenyu aiva Ishmael madzibaba

  • @GladysRumbidzo
    @GladysRumbidzo 4 หลายเดือนก่อน +12

    Ko madzibaba vakaenda ne flour kujeri here bikaika chingwa chacho😂

    • @isabelmurambiwa6304
      @isabelmurambiwa6304 4 หลายเดือนก่อน

      Taura hako ngavadyeka. Vanga vachimboti tigere tatata

    • @user-ip1lk1ef4p
      @user-ip1lk1ef4p 3 หลายเดือนก่อน +2

      Panoda order kuti chibikwe

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 4 หลายเดือนก่อน

    As usual Stella Muusha is spot on. One of the best news reporter/interviewer on the land.🙏

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya 4 หลายเดือนก่อน +15

    Ngavafire muJere variku Turner pfungwa dzevanhu nemushonga

    • @mejurychimwai6086
      @mejurychimwai6086 4 หลายเดือนก่อน

      Kushandisa vana vevamwe kuti musachengeta mari ivo voitora

  • @deliwemuteerwa6874
    @deliwemuteerwa6874 4 หลายเดือนก่อน +2

    Ko zvavarikuti kuvharirwa kwavakaitwa zvatovaomera ko kana vakafa madzibaba vachadii vanofa navo ere

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 4 หลายเดือนก่อน +29

    Kuomerwa nei bikai chingwa ndivo vaibika nekurima here

    • @auxilliahmaramidzi9016
      @auxilliahmaramidzi9016 4 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂

    • @Mamoyooo
      @Mamoyooo 4 หลายเดือนก่อน +5

      😂😂😂😂😂😂😂😂saka vakanzi vafa vanoita sei nhai

    • @greaterchinyowa6060
      @greaterchinyowa6060 4 หลายเดือนก่อน +3

      Ndivo vanekey yestore room . Hapana.anovapa key kkk.

    • @user-qe7jo2eg3s
      @user-qe7jo2eg3s 4 หลายเดือนก่อน +1

      @@greaterchinyowa6060 because chikafu chotanga chaereswa vozodya but vakasimba havo vanhu vacho .Mhosva dzavari kumusungira ikozvino hadzina Musoro zvachose .Dai atongwa achibva Kumba kwake .

    • @jerinahmukaratigwa6553
      @jerinahmukaratigwa6553 4 หลายเดือนก่อน

      @@greaterchinyowa6060 vachamama nenzara mazidofo evanhu

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h 4 หลายเดือนก่อน +15

    Madzibaba Ishmael varovererwa nekutsutsumwa kwavanhu, apa havapabudi zvachose.

    • @nyanga991
      @nyanga991 4 หลายเดือนก่อน +1

      Paying lecturers USD 2:50 is what actually killing our education.

    • @nyanga991
      @nyanga991 4 หลายเดือนก่อน +1

      Madzibaba must be free, he is innocent until proven guilty.

    • @user-vv6zx9pv2j
      @user-vv6zx9pv2j 4 หลายเดือนก่อน

      Vanobuda soon muchaona

    • @mejurychimwai6086
      @mejurychimwai6086 4 หลายเดือนก่อน

      Ngavagaremo

    • @A1-Media
      @A1-Media 3 หลายเดือนก่อน

      ​@@nyanga991He will never be proven guilty. Hapana kana nyaya apa. Majerasi chete

  • @tarirobhunu131
    @tarirobhunu131 4 หลายเดือนก่อน +10

    Ishimairi ngaaende kujeri kuvarume vambomunyenga musuri

  • @msmandy3088
    @msmandy3088 4 หลายเดือนก่อน +43

    Chipostori must be banned

    • @femiamapiye1618
      @femiamapiye1618 4 หลายเดือนก่อน +1

      For good

    • @violetsibanda3995
      @violetsibanda3995 4 หลายเดือนก่อน

      This is lyk a drink

    • @violetsibanda3995
      @violetsibanda3995 4 หลายเดือนก่อน

      Lyk a dream

    • @ssam1430
      @ssam1430 4 หลายเดือนก่อน

      Yes, until zvaita stay clearance masowe otherwise unomama

    • @user-ue6zh4jp3j
      @user-ue6zh4jp3j 4 หลายเดือนก่อน

      😢chaita sei varisai ngochani kwete positori muigoni nxa

  • @chinamoprosper1328
    @chinamoprosper1328 4 หลายเดือนก่อน +3

    What is this kind of nonsense in a State such as Zimbabwe full of highly educated community and intelligent, highly respectable and educated leadership. Surely how did these alleged atrocities go rampant such a long time. Having another state like Boko Haram, in a state with CIO's who apparently claim to be among the World's best is just like boasting with dead wood. Should the State intelligence only be most active to fight Genuine Political Opposition, while ignoring such horrifying allegations as this one of madzibaba Ishimael. This is so bad, embarrasses all the Nation from top leadership to the bottom. So bad

  • @user-ls3sf1up3n
    @user-ls3sf1up3n 4 หลายเดือนก่อน +11

    18.52 madzibaba Ishu vaenda nebakery kuremand nebutcher zvese vanhu vabaiwa nenhomba kkk

    • @ssam1430
      @ssam1430 4 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂

    • @user-eu1wp1iq1i
      @user-eu1wp1iq1i 4 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂

    • @nokuthulankomo6657
      @nokuthulankomo6657 3 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂

  • @Washie_DukeOfGokwe
    @Washie_DukeOfGokwe 4 หลายเดือนก่อน +5

    madzibaba Ishmael ngavamirirwe nengirozi mu court

  • @josephined8931
    @josephined8931 4 หลายเดือนก่อน +6

    Lawyer anoridini iye achizviti ndiMwari , ngavavharigwe avo vasabuda

  • @afdiag
    @afdiag 4 หลายเดือนก่อน

    Thank you my sister

  • @TichaonaKembo
    @TichaonaKembo 4 หลายเดือนก่อน

    Excellent job siyai munhu

  • @stellachakufora9415
    @stellachakufora9415 4 หลายเดือนก่อน +9

    Madzibaba anotadzisa chingwa kubikwa here..nyama inga taona hanga nehuku nhema idyai ka .😊😊😊

    • @ssam1430
      @ssam1430 4 หลายเดือนก่อน

      It’s just ridiculous kufonyorwa brain Krakaitwa vanhu ava

    • @tobiasmandiveyi7719
      @tobiasmandiveyi7719 4 หลายเดือนก่อน

      Ko Iwo wanochengeta huku nhema Cy huku dzekurasirira

    • @annahbanda2101
      @annahbanda2101 4 หลายเดือนก่อน +1

      Ko pavanoti tatadza kudya chingwa asi madzibaba ndovaienda kunobika chingwa ere inga vari kuti takadzidziswa kuzvishandira kana vachiti takanzi tisashande semadzimai zvunoreva ere kuti varume vakasunga ndivo chete vanogara mu cennan

    • @leeruepeejay7968
      @leeruepeejay7968 4 หลายเดือนก่อน

      ​@tobiasmandiveyi😮😮😮😮😮😮😮😢😮❤7719

    • @vivianmugowa3918
      @vivianmugowa3918 4 หลายเดือนก่อน

      Kkkkkk nyama haidyike kana ishumairi asipo

  • @blessingtakudzwa6934
    @blessingtakudzwa6934 4 หลายเดือนก่อน +4

    Vanhukadzi yoo..ndo the main cause..pose panze church or pane ari kubatsira..ndimi muri pamberi..uyu ari kutaura nyaya yechingwa netea ignoring all the cases nehupenyu hwevana

  • @user-oq2jl8xl4o
    @user-oq2jl8xl4o 4 หลายเดือนก่อน +2

    Nooo Bell Kuna madzibaba avo ngavatongerwe rufu uye madzimai ese Ayo anoda kupanichwa vanomama njere kuzvimbuzi votakura matuzvi mumsoro

  • @patriciachirefu
    @patriciachirefu 4 หลายเดือนก่อน +1

    Mukai madzimai kufira chingwa ne nyama here ko future yevana nhai. Kuparara nekushaiwa zivo chokwadi

  • @lydiamusarapasi4528
    @lydiamusarapasi4528 4 หลายเดือนก่อน +2

    Imboendai kudzimba dziri kugara vanhu ava , Canaan yavo ijeri chairo cz sei vana vasiri kuenda kuchikoro, vanhu vanongofa vovigwa kagomba kadiki diki. Ngavagare mujeri mdzbba Ishimairi

  • @user-sg7jn5mq8w
    @user-sg7jn5mq8w 4 หลายเดือนก่อน +4

    Hanzi marangwanda achamuka nemapfupa achamuka nevakafa vachamuka nhasi amukirwa lshu aiti zvinorowa munhu haarowe

  • @user-gk1zl7fs9k
    @user-gk1zl7fs9k 4 หลายเดือนก่อน +2

    Ngaavharire ..hunhu rudzii hwokuviga mufi hama dzomufi dzisipo akazviwanepi ..chinamato toziva chinemutemo nehunhu hwedu saka ngavambogaramo

  • @aginelah6387
    @aginelah6387 4 หลายเดือนก่อน +21

    Ko vakafa madzibaba ishu muchaita sy

    • @Elpatron242
      @Elpatron242 4 หลายเดือนก่อน

      Zvebasa rei ko vakafa varikoko vakaita sei

    • @reebutau8888
      @reebutau8888 4 หลายเดือนก่อน +1

      They have been brainwashed havafe

    • @user-kk2rs2vl6v
      @user-kk2rs2vl6v 4 หลายเดือนก่อน

      Haa vakafa zvakutoreva kuti vakadzi avo vakutofa nenzara zve😂

    • @Magumbo58
      @Magumbo58 4 หลายเดือนก่อน

      Madzibaba Ishu😂

    • @ruthpartridge6314
      @ruthpartridge6314 4 หลายเดือนก่อน

      Nai

  • @antoniodomingo7433
    @antoniodomingo7433 4 หลายเดือนก่อน +3

    Yaa nyaya ya ishu yanetsa iyi. Pliz. Kana. Maona kuti munhu akagara canaan haachawadzanw nevasieo mucanaan. Ishumaire dzorera babereki ve vanhu vaunenge watora. Mari dzavakabereka nekukurisa kwavakaita vana wavo wozovapamba hako

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 4 หลายเดือนก่อน +24

    Zvichireva kuti madzibaba Ishimael vakafa ivo vakadzi avo vapararawo ndizvo zvavarikutiudza
    here simbe idzo

    • @user-zd9tb9sv3e
      @user-zd9tb9sv3e 4 หลายเดือนก่อน +1

      Havafunge ava

    • @ynmnn4946
      @ynmnn4946 4 หลายเดือนก่อน +1

      Imagine,ishmael aita one day asipo vavekutozhamba

    • @EllenGarawega-fn5sd
      @EllenGarawega-fn5sd 4 หลายเดือนก่อน

      Vanopenga vakadzi avo

    • @isabelmutumba4218
      @isabelmutumba4218 4 หลายเดือนก่อน

      Ngavasanodya sadza nefish nematoki madzibaba Ishu vatongwa

    • @user-bu3vf1bx3g
      @user-bu3vf1bx3g 4 หลายเดือนก่อน


      @@user-zd9tb9sv3e

  • @MolletMatanhire-ip4og
    @MolletMatanhire-ip4og 3 หลายเดือนก่อน

    Kana chiri chokwadi chavarikuita anamai tese ngatibatanei takabereka ndakarwadziwa kutambudza vana vakadzi 😭😭😭

  • @antoniodomingo7433
    @antoniodomingo7433 4 หลายเดือนก่อน +13

    Hamisikufya chingwa asi madzibaba valatakura mapan elubikira chingwa. Kwanai mai mupostora

    • @teberiachitauro9305
      @teberiachitauro9305 4 หลายเดือนก่อน +1

      As if ndivo vanodhota chingwa nenyama yacho 😅😅nxaaa kutoti hatichadye chakati nekut madzibaba havapo pamwe ndivo vanoziva kubika chingwa chacho

    • @femiamapiye1618
      @femiamapiye1618 4 หลายเดือนก่อน

      Nhy

    • @BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb
      @BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb 4 หลายเดือนก่อน +1

      Vakuda mbolo yamadzibaba kwete chingwa 😂

    • @annahbanda2101
      @annahbanda2101 4 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂 vakatakura mapan ne flour zvakaoma hazvo apa kuzotaura vakabata ma fon mumaoko kubhaiza fon hadzisi dzavo idzo kune mbiri yekunzi mafon kwete 😂😂😂😂😅

    • @mejurychimwai6086
      @mejurychimwai6086 4 หลายเดือนก่อน

      Kkkkkkk

  • @stanleymadanha5708
    @stanleymadanha5708 4 หลายเดือนก่อน +8

    They are doing well mambo ishimairi wana warikudzidziswa mabasa emaoko wani I think chimwe chinhu ngawatore roya ravarikudzisa papurazi pawoo ipapoo rivamiririre

    • @ssam1430
      @ssam1430 4 หลายเดือนก่อน

      Ko vana varokusvirwa munotii nazvo 😢

    • @BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb
      @BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb 4 หลายเดือนก่อน +2

      They should be able to choose what they want to be in life kwete kungonzi uri muvezi ,uri mubiki wechingwa etc. Ko kana achida kuva hake nurse.

    • @user-fp8ss8zh9g
      @user-fp8ss8zh9g 4 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 4 หลายเดือนก่อน

      Ignorance is a big curse!

    • @emelygodzongi667
      @emelygodzongi667 4 หลายเดือนก่อน

      😅😅😅

  • @user-hq7zh9dx6f
    @user-hq7zh9dx6f 4 หลายเดือนก่อน +3

    zvirizvekucheka hukama hazvina kutangira kumapostori aya,even munyika mese umu kunevanhu vakawanda vasingaonane mudzinza rimwe nekuda kwehurombwa makadii kutaura nezvazvo.mapositori kana achi raper vana ndiyo mhosva yavo.kwete zvimwe zvese izvo zvekuti chikoro haisi mhosva iyoo vangani varikuputa guka nemutoriro asi vakapedza maform 4.but vana vemapositori aya hauwane kana 1 mwana anoputa guka nembanje always busy kuita mabasa avo anoraramisa munhu.

    • @Actorshito
      @Actorshito 4 หลายเดือนก่อน

      Wataura idi

  • @TanakaSaungweme-yw5zj
    @TanakaSaungweme-yw5zj 4 หลายเดือนก่อน +2

    Vakadzi vekwa madzibaba lshmael vane nungo kuda zvemahara shandai mudye zvamunoda vanhu imi

  • @tauraimutonhori5599
    @tauraimutonhori5599 4 หลายเดือนก่อน +1

    These people vakaurawa pfungwa havachafungi nemishonga ya Ismael

  • @SurprisedAurora-hv7rk
    @SurprisedAurora-hv7rk 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ngaafire mujeri uyu hachisi chinhu sure Ishmael

  • @pamelampofu6906
    @pamelampofu6906 4 หลายเดือนก่อน +2

    Adzibaba ishumael ngavaroverwe pamuchinjikwa

    • @faith4792
      @faith4792 4 หลายเดือนก่อน

      He is not worthy to die on the cross..vanhu Mwari hatimutye shuwa madzibaba ava vatsamwisa Mwari

  • @maryshamairai
    @maryshamairai 4 หลายเดือนก่อน +2

    Guva ra hezel rakaiswa chikwangani vanzwa kut chavhondokaka potse haasi hezel ari ipapo ishmaeri ngaagaremo nevarume vese varimo nemambuya acho

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro 4 หลายเดือนก่อน +2

    Kkkk vanoda lawyer Mwana waani ISU tikudzidzisa Tega vanotishurira hatide nevana vedu takadzidzisa Tega

  • @RumbieChirwa-de1hv
    @RumbieChirwa-de1hv 4 หลายเดือนก่อน +1

    Salvation is personal

  • @user-nk9zc2mc8z
    @user-nk9zc2mc8z 4 หลายเดือนก่อน +2

    Kkkkkkkkkk hanzi hatina nyama kkkk muchakaura hamusatii gafire mujerii

  • @chitaurofortu9559
    @chitaurofortu9559 4 หลายเดือนก่อน +3

    Lawyer rekuNyika yeiJipita ava kuridii now iye achiti dzidzo haina dhiri akapusungwara chaiko
    Akangobuda he will have access yekunoita zvemishonga yavo kuti nyaya inyure ende zvovhara zvekudero

    • @annahbanda2101
      @annahbanda2101 4 หลายเดือนก่อน

      Nhai nhai vakuda lawyer vadii kutora mu cennan navo imomo

  • @user-eu1wp1iq1i
    @user-eu1wp1iq1i 4 หลายเดือนก่อน

    Ndokumbira njere ndisataure zvisina basa pakazara vanhu

  • @RatidzoGwapedza
    @RatidzoGwapedza 4 หลายเดือนก่อน +2

    Madzibaba Ishmael ngavafire kujeri benzi remunhu

  • @user-rp5ko5iy4g
    @user-rp5ko5iy4g 4 หลายเดือนก่อน +1

    Zisipo rudzii nhaimi ravarikugadzirwa 😢imbwa dzevanhu wese anoti production sungai

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu 4 หลายเดือนก่อน +1

    I blame socio-economic due to hardships. Government needs to sort out this

  • @Smusumhi
    @Smusumhi 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ishumale chawakadya chapfuka vana wakauraya vapfuka

  • @danielmudzora7854
    @danielmudzora7854 4 หลายเดือนก่อน +2

    Icho chimukadzi chine juzi reredos icho iduzvi hachizivi zvachiri kutaura ndechezanu and hachina nyaya nyaya nxa

  • @tapiwamungate7448
    @tapiwamungate7448 4 หลายเดือนก่อน +19

    Hatina kuona dzimba dzavanogara

    • @shelterKusena-ry7bs
      @shelterKusena-ry7bs 4 หลายเดือนก่อน

      Kana Ini hausi wega unoda kuziva nekiona dzimba dzavanogara

    • @Manondo34
      @Manondo34 4 หลายเดือนก่อน +1

      Sure toda kuona mavanorara..ndimo mune nyaya yese

    • @josephined8931
      @josephined8931 4 หลายเดือนก่อน

      Taura hako tinoda kuona dzimba dzavo

    • @ednashumba8326
      @ednashumba8326 4 หลายเดือนก่อน

      Shuwa uye chikafu chavarikutaura vanodya in groups tiratidzei.

  • @constancechiwawa3355
    @constancechiwawa3355 4 หลายเดือนก่อน +6

    Ngavagaremo vanhu avo kutadzisa vana kuenda kuchikoro

  • @ellenchinomona2100
    @ellenchinomona2100 4 หลายเดือนก่อน +1

    Uyu munhu akaponda pfungwa dzevanhu kunyanya madzimai

  • @batsiraisango356
    @batsiraisango356 4 หลายเดือนก่อน

    Kupatiswa uku

  • @maryshamairai
    @maryshamairai 4 หลายเดือนก่อน +1

    Kana vasina chingwa ngavapihwe chikwama na Mwari wavo ishmaeri

  • @tendaimichaelsakarombe6100
    @tendaimichaelsakarombe6100 4 หลายเดือนก่อน +1

    Bhurukwa remukati kumadzimai udzai ishimairi hembe itsva yemudzimai udzai ishimairi kana wada kuroora mukadz udzai ishmairi ummmmmmmmmm 😢😢😢😢😢😢ndachema hangu saka pa2days idzodzo makutochemera mwari wenyu kt nyama nechingwa hakuchida asi ishimairi anopinda kukanya furawa futi kana kuundura matoki nehuku zvatakaona inga mukuti warume wenyu wanoita zvese ko itirwaika ?? Zvakubuda pachena kt bhegi musvo ndere munhu mumwe chete wamwe washandi kabisira

  • @user-cf9bu3di1t
    @user-cf9bu3di1t 4 หลายเดือนก่อน +3

    Nevakadzi vavo ngavasungwe

  • @user-sk6gv3dw4n
    @user-sk6gv3dw4n 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ndikunamata ishumail ngatongerwe 60 or 70 yrs toine nyope dzemadzimai idzo kuti ddichaitasei pakudya apa .

  • @prayermswapa5681
    @prayermswapa5681 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ska kna madzibaba Ishmael vskasadzola vachafa zve nenzara😅😅😅😅😅mhuri dzese kumirira munhu 1 madzibaba ava pavakasungwq vakatakura zvinhu zvese hre zvavari kty varikufa nenzara😅😅

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 4 หลายเดือนก่อน

    Lawyer vanoridii namatai vabudeka nhy ana madzimai Ishmaila

  • @user-ps6gx3tq1e
    @user-ps6gx3tq1e 4 หลายเดือนก่อน +1

    Rapinda gamba kutonga kwaro E D uyo madzibaba tapota hedu dai afira mujeri

  • @nicholasjavengwa7698
    @nicholasjavengwa7698 4 หลายเดือนก่อน +2

    Kkkkk weduweee batsirai mapository ayo nezvavajaira kusvika mukuru adzoka

  • @RoselineNoku-dv6fg
    @RoselineNoku-dv6fg 4 หลายเดือนก่อน +2

    Ndokupusa ikko kutokumbira kutingavabude asiimindimi vanamadzimai vavo hre kana mangamakavagarira askna simukai mudzokere bikita kwamakabva kwete kutendera hupombwe hwamurikuita muriikko mwarihavazvidi kutisvibisira nyika yedu muchirara mumba imwechete murivapfumbamwe

  • @VimbaiMarisa-yu7bj
    @VimbaiMarisa-yu7bj 4 หลายเดือนก่อน +2

    Choi chinonzi chingwa nenyama twupenzi twevakadzi kufurirwa kuramba hama nekuda kwechingwa nenyama wakeup in dat Dark World

  • @mosesmukonowatsauka5827
    @mosesmukonowatsauka5827 4 หลายเดือนก่อน

    Good jounalism

  • @nyaradzohungwe8664
    @nyaradzohungwe8664 4 หลายเดือนก่อน +1

    Chingwa kuseni kweyi micheka iri mumaziso kusviba mazipenzi emamayii

  • @VirimaiKapishe-mw9tc
    @VirimaiKapishe-mw9tc 4 หลายเดือนก่อน

    Izvi zvakaoma izvi

  • @hillarymusariwa7822
    @hillarymusariwa7822 4 หลายเดือนก่อน

    Toda kumbonzwavo ivo madzibaba Ishmael vachom

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 4 หลายเดือนก่อน +1

    Destiny TV manyama live and direct

  • @EdithBondera3
    @EdithBondera3 4 หลายเดือนก่อน

    Cz dai vatongwa vachibva kumba kwaifiwa zvakanyanya kwaita hondo mhenyu chaiyo😢😢

  • @marthamushonga3044
    @marthamushonga3044 4 หลายเดือนก่อน

    Saka madzibaba vava ndivo vatoenda nechingwa hr veduweeee kaa chipotsori ichi 😢dai mateedza kwese kunemadhute ft

  • @yandiebasvi1824
    @yandiebasvi1824 4 หลายเดือนก่อน +1

    Saka vanga vachimbunikidza vana nekuti imhandara, Ngaavharirwe

  • @user-et8jo1cf5q
    @user-et8jo1cf5q 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ngaasungwe uyo

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 4 หลายเดือนก่อน +1

    Vangu Ava seiko vakabvunzwa mubvunzo yese havapindure ipapo anopindira zvisirizvo kukuratidza kuti chikoro hachipo madofo

  • @sukaimasvingise2051
    @sukaimasvingise2051 4 หลายเดือนก่อน +4

    Mushando wemaoko hauna kushata but ngakuve nezera it's like i child labour

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ayaaa madofo😂

  • @user-ip1lk1ef4p
    @user-ip1lk1ef4p 3 หลายเดือนก่อน

    Madzibaba muri judas chaiyo svira imomo

  • @MollineMushuku
    @MollineMushuku 3 หลายเดือนก่อน

    So sad kuona mukadzi achimirira munhu arikumbunyikidza vana anoita seasina kubereka sei

  • @Maphosa718
    @Maphosa718 4 หลายเดือนก่อน +6

    Mavote eyiko😂😂😂😂 imi itai mushe

    • @chitsvamureri5614
      @chitsvamureri5614 4 หลายเดือนก่อน

      Kkkk varikuziva kut vakadyiwa kkk

  • @TichaonaKembo
    @TichaonaKembo 4 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma

  • @Vincent-vu4hx
    @Vincent-vu4hx 4 หลายเดือนก่อน +3

    That's postoli must be banned

  • @user-sr1cf9kc6y
    @user-sr1cf9kc6y 4 หลายเดือนก่อน

    Vanamai avo vakadyiswa Vana vacheche vanofa pazuva vaviri vaviri vakaromba madzibaba.

  • @fortunatempofu4943
    @fortunatempofu4943 4 หลายเดือนก่อน +4

    lawyer vanoridii ngavamiririrwe nemweya

    • @tarirobhunu131
      @tarirobhunu131 4 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂asika

    • @user-wi5ho6kh7w
      @user-wi5ho6kh7w 4 หลายเดือนก่อน

      Taura hako wangu

  • @rudochirimuta5845
    @rudochirimuta5845 4 หลายเดือนก่อน

    Tenzi ndovanoziva kwazvirikuenda nekwazvichagumira . Mwari ndovagere pamusoro pazvose remangwana ivo mwari ndovarikuziva zvichataurwa da8 nemutoñgo wavachapiwa wechokwadi kana wekunyepa , vangani varikupikira mhosva dzekunyepa . Nyangwe naiye jesu akapomerwa wani akasvika pakufa wani . So mutoro wose kunaivo mwari ndovachaziva zvavachaita nenhau iyi

  • @tawandamanga3759
    @tawandamanga3759 4 หลายเดือนก่อน

    Ngavasungewo Ed wacho

  • @user-oo8fr6so2h
    @user-oo8fr6so2h 3 หลายเดือนก่อน

    Pana BBA vavaka Ponda vakawanikwa vachvigwa I muder

  • @ismailmily6274
    @ismailmily6274 4 หลายเดือนก่อน

    Team ririkushanda iro vasungwa avo...asi ndomashandisirwo anoitwa vasungwa kuma jeri

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 4 หลายเดือนก่อน +1

    Don't waste time with case iyo, haidi kutongwa. He must be jailed period

  • @user-kp3vj1fc4y
    @user-kp3vj1fc4y 4 หลายเดือนก่อน

    Semaonere angu vanhu ava are ok nesarudzo yavo yekutevera Ishmael uyu, even munyika macho mamuri kuda kuvaisa munongombunyikidzwa vanhu wani. Ngavangoti anoda kubuda ngaabude anoda kusara isara, after all its their choice

  • @user-wi5ho6kh7w
    @user-wi5ho6kh7w 4 หลายเดือนก่อน +1

    Zviri ku chemerwa wo zve chingwa rato drama munhu 100 years mukati finish

    • @MaChiko2018
      @MaChiko2018 4 หลายเดือนก่อน

      Dzishima 100. Anoda kutongonzi 4 lives in jail. Zvekuti chero akafa even chipoko chake hachitenderwe kunge chiripanze 😂

  • @michaelkuvawonga5622
    @michaelkuvawonga5622 4 หลายเดือนก่อน +2

    Kokana vafa madzibaba ava vanhu vachararama seiii

  • @adelinesithole500
    @adelinesithole500 4 หลายเดือนก่อน

    Mamai ayo l feel sry for u kuchemera chingw nenyama xaaaaaa

  • @mariamjafali5481
    @mariamjafali5481 4 หลายเดือนก่อน +1

    Aah futi Nikisi😂😂😂 asi madzibaba Ishuu vaishanda mu bakery kani 😂😂😂😂😂

  • @BenvindaHuruva-uc1rk
    @BenvindaHuruva-uc1rk 4 หลายเดือนก่อน +1

    I think kusapa vanhu food vari kuCanaan yatove strategy ya Ishmael

  • @cobradube3827
    @cobradube3827 4 หลายเดือนก่อน

    Mapotsori dzidzai kuzvishandira majaira kuchengetwa neumwe munhu asiri murume wenyu, mnotsigira zvisina basa muchiuraya kodzero dzevana apa tseki wenyu .

  • @user-np2rb3cu6k
    @user-np2rb3cu6k 4 หลายเดือนก่อน +2

    KO Na Blaz Wikinero dziripowo😮

  • @solomonmachokoto1274
    @solomonmachokoto1274 4 หลายเดือนก่อน +2

    Pabva pashaya aitawo zvivindi zvekutora video yedzimba dzavo here? Toda kuwona dzimba dzeCanaan.

    • @annahbanda2101
      @annahbanda2101 4 หลายเดือนก่อน

      Unofa wakabata camera 📸 kkkkkkk alatanga kuburisa nyaya iyi anotaura kuti kunotyisa hakusvikike zvekumhanya kunoda security yakakwana uye kuenda vakawandawo masona chaiwo kureva kuti kana kuurayiwa unourawa