The voice is heavenly...the backup voices are on point. Holy Spirit lead us!!!. Thank you mother for the gospel masterpiece. May God continue to use you for His glory. The song gives me courage and hope towards life and its daily challenges. Jehovha vati ndichakutungamirira.
Mama Moyo thank you so much for this powerful piece, I listened to this song kakawanda before ndaitwa operation in India ukava munamato kwandiri kuti Denga rose rati rinonditungamirira and for sure it was successful. Komborerwai zvizhinji
Mais força mana moyo que Deus abençoe aí poderosamente pelos louvores, mwari akubatsirei zvikuru akupei zano, simba, munoimba música dzakanaka zinobatsira wanhu pamweya muito obrigado
The lyrics of the song are emphasing that Every morning the the Lord anazes us and the Holy Spirit will lead us through this journey of life and the heavens are also in support.You must meditate on the words that the Holy Spirit will lead you. (Jazapiizah Namibia
Mai Moyo this is sound of Heaven please ,another one and these school children, please pamhai zveeee kamwe, unonzwa kusvitswa pedyo pedyo naMwari .Nganamatwe Jehovha muri rudadiso vanhu imi.Mwari vakupfuudzirei mberi nekuimba kwakadai.
Shuwa ishe vanotitungamirira tinotenda amai This ne is powerful we need such messages to be revived especially on the last stance which says Apo unorara uri wega ndinokutungamirira
I cant stop playing this song ,i m playing it until morning im really feeling blessed by this song power packed,kana Mweya Mutsvene vati ndinokutungamirira vatopedza zvakutora kutenda kwedu chete,imwe unneccessary bargage yatiri kutsvaga rangovawo drama chete but Mweya Mutsvene vakatopedza haaa yaa yaaa
Ndoiri kurira kuphone kwangu everyday Amen Amen 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Amen dear 😂😂😂😂
7jnnnbhbhb8888 vmpķu❤ikkko6m😅m⁸m44r6ry4yo....6⁶5thbnnbbbbbn
Mhju53we4iikjjgg0jkoijgvbhhhjj⁰upmkn. Mmmkjmĺ😊n⁸mm.78887677yyyy@@preciousmpofu1410
Rova mwana wedenga God give that voice for a purpose use it for glory
Umm ndakomborerwa nethis song and I'm happy to see my principal Mr SG Mutsongodza.Thanks mhamha Dorcas for this song❤
The voice is heavenly...the backup voices are on point. Holy Spirit lead us!!!. Thank you mother for the gospel masterpiece. May God continue to use you for His glory. The song gives me courage and hope towards life and its daily challenges. Jehovha vati ndichakutungamirira.
Sou da baixada fluminense do Rio de Janeiro Nova Iguaçu Vila de Cava. Gostei dos louvores ao Senhor Jesus Cristo parabenizo a irmã Dorcas
Mama Moyo thank you so much for this powerful piece, I listened to this song kakawanda before ndaitwa operation in India ukava munamato kwandiri kuti Denga rose rati rinonditungamirira and for sure it was successful. Komborerwai zvizhinji
Thank you for the testimony
Amen
Amen all Glory unto the Lord
I really love the song although I don't understand a word, I'm from Namibia ❤❤❤❤
I lead you. The holy spirit said l will lead you .
Holly spirit will lead
Its a nice song
She is one of the powerful women when it comes to gospel music..
This song yooh 🎉🎉 evry morning i have to play this mangwanani akanaka mwari ati ndinokutungamirira haaa
Wonderful mama
Our mother in the Lord keep on blessing us we love you so much Dorcus
Listening to this thinking about my dear departed sis and 2 moms in a year
Mais força mana moyo que Deus abençoe aí poderosamente pelos louvores, mwari akubatsirei zvikuru akupei zano, simba, munoimba música dzakanaka zinobatsira wanhu pamweya muito obrigado
One of the best female worshippers ❤❤
Mama Moyo Mwari ngaakuitirei zvakanaka,,,,pfuurirai mberi nekushumira ❤❤
Misodzi yangu hurururuuuu kufunga my past ndichigara namaininii ,apa ndabva ndamitiswaaa imii woyeeee ,TEAM SELMOUR MAOKKO MDENGA
This is wonderful❤.You are really called for this ministry mama❤
this song will remain the best from Dorcas Moyo and her gospel group,,,,,
Kuimba kunokomborera thank you for this🎉
Amen ndakomborerwa hangu
Keep the 🔥 burning u are the best musician ❤❤❤❤
Mom moyo you're the best makaimba mama song iyi inoburutsa ngirozi 💓💓💓🔥🔥🔥🔥💃💃💃💃💃
Thanks my young sister. Well done, songs with deeper meanings. Thanks once again
❤❤
Thank you mama
THANK YOU 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🙏🙏🙏MAMA DORCAS
Beautiful song ❤
I like this song so much it gives me hope.
Eyiii ndakachi Master From Capetown to Egolli ndichispakwa wanzwa Bloemfontein kana kuona kuti ndadarika nguvai🙏 🙏🙏
This is a masterpiece, it inspires pple of all ages.
Inondikomborera song iyi ,may God continue to bless you sister
Yes mama docars keep like that❤❤❤🎉
Spiritual vocal ❤❤❤❤ ❤❤❤❤❤❤
You bless me so much with your powerful anointed voice Dorcas Moyo. I really love and appreciate you and your music. Beautiful song indeed.
Munogona mama mwari ngaarambe acikushandisai ndodzidawo nyasha dzakadai
Good song Mwari ngakuropafadzei Chaizwoo ❤
Thank you mama Moyo song iyi kunyangwe warasa tariro ukaiterera unova nehope yekti zvaunoda zvinoita zvisinei nesituation yaunenge uri
Ruzha rwa Dorcas runokomborera❤
This is very good song,ngazviende mberi ,u are such a good singer we love youu🏩
Iyi song yandikomborera thanks mother mwari awedzere makomborero
Your a decent mother.. lovely mama Docas from Bindura
Thank you Holly spirit.........Powerful mom❤❤
Chero wakaremerwa nekuimba uku zvinoreruka chte ,mudzikinuri Jesu
What a powerful song,ndanga ndakaremerwa after listening to this song moyo wangu wanyevenuka❤
Wish I was you mama Dorcas Moyo ❤🎉
Glory be to MWARI the creator for this woman's beautiful song. May Mwari continue to bless🙏🙏🙏🙏
Mama Moyo you are the best.this song inondikomborera
Ndokomborerwa nedzimbo dzenyu mai❤️🙏 blessed voice
Powerfull❤
I am not zanu pf zvangu but chief ava vane chipo,i listen to his songs a lot .He is talented. Even zanu pf got talent
Ndinobva ndanzwa kumerera ndichinzwa that song God bless you Dorcas
The lyrics of the song are emphasing that Every morning the the Lord anazes us and the Holy Spirit will lead us through this journey of life and the heavens are also in support.You must meditate on the words that the Holy Spirit will lead you. (Jazapiizah Namibia
Mai Moyo this is sound of Heaven please ,another one and these school children, please pamhai zveeee kamwe, unonzwa kusvitswa pedyo pedyo naMwari .Nganamatwe Jehovha muri rudadiso vanhu imi.Mwari vakupfuudzirei mberi nekuimba kwakadai.
Wonderful works of the Almighty!! Ndadonhedza misodzi ndichiteerera video iyi. This is good. Ngarifambe vhangeri!!
Shuwa ishe vanotitungamirira tinotenda amai This ne is powerful we need such messages to be revived especially on the last stance which says Apo unorara uri wega ndinokutungamirira
Ndinokutungamirira🙏🥺
Song inombaidakadza zvayo iyi.....thank you Mama Dorcas neFirst Class
Powerful with strong message. Keep on doing the great work of God. Stay blessed
This song always make my day ❤❤❤
I cant stop playing this song ,i m playing it until morning im really feeling blessed by this song power packed,kana Mweya Mutsvene vati ndinokutungamirira vatopedza zvakutora kutenda kwedu chete,imwe unneccessary bargage yatiri kutsvaga rangovawo drama chete but Mweya Mutsvene vakatopedza haaa yaa yaaa
🥳🥳🕺🕺🕺nditungamirirei Mwari 🙏
Komborerwai amai ,,❤❤❤❤
You're the best mum may God bless you
This song reminds me of my mum who passed away 2 weeks ago.
Mwari vakunyaradzei may her soul rest in peace 🙏
Inondikomborera music iyi
Amen ×100 song iyi inondisvitsa Kure hanzi dengarati ndinokutungamirira❤
Ngariende vhangeri.zvinodakadza izvi🎉
Good job choir Master
Masongs enyu anondidzora kana nekundinyardza panguva yakaoma kudai❤❤❤
I love song itirwai zvakanaka mama
Music ikukomborera ngazviende mberi
Thank you so much mama moyo
Thank you lord
Yes my.sister lets continue trust God vati ndinokutungamira
Ma dance ekumafaro touya nawo futi kurumbidzo dza Jehovha.zvakaoma
Very nice song ❤
Wakatumwa hako mwanasika
Hapana anokunda Mwari💯
Amen n amen thank u mama moyo . I play this song the whole day .lm blessed 🙏🙏
Love this repeat pliz
Denga rinokutungamira
Apo waremerwa 👏👏👏💪🏾💪🏾
Nice song❤❤
Makagona tete Dorcas song iyi ukaiteerera unokomborerwa 🎉🎉
Unondikoshera Dorcus rambai makadero amai
Wonderful mom rambai muchitiparidzira nenziyo dzinokomborera kudai 💖💖💖💖
❤❤Amen mama
🔥🔥🔥🙏🙏 Mweya mutsvene unotitungamirira
Zvanzi naIshe ndinokutungamirira🙏🙏🙏🙏
I cant spent the whole day without listening to this song. Your voice is magical
Mmmm kukomborerwa chaiko
Minondigonera sis Dorcas makanyanya
What healing song to all faced with life hardships get strength from this song.. Hallelujah
Powerful song
Amen pfuurirai mberi mubasa raMwari mai Muvhangeri ndokudai
❤❤❤❤MWEYA MUTSVENE Mundìtungamirire
heavenly melodies indeed.... you're the best our mother
My sister may the almighty God bless you in abundance may you live your life to the fullest. We love you. Keep shining. We are behind you in prayers.
Amen tete muno gonna
Well done Ruth,I'm very proud of u.
Let God use you my sister you are so blessed may God lif you more
Ndinokomborerwa nema songs enyu simudzirwai nashe ❤
Amen so beautful Glory to God
Boa festas ❤
Lovely video thanks Dorcas
In love with this song even pandakapona patsaona l knew God was with me ❤❤