- 5
- 23 284
tmakaripe
เข้าร่วมเมื่อ 27 ก.ย. 2011
วีดีโอ
UNITED APOSTOLIC FAITH CHURC OF GOD UAFOG
มุมมอง 6K13 ปีที่แล้ว
GOD POURING MORE BLESSINGS TO THOSE WHO WORK FOR HIM
PENYAI UNITED APOSTOLIC FAITH CHURCH OF GOD UAFOG
มุมมอง 6K13 ปีที่แล้ว
UAFCOG PASCA 2009 MORE BLESSINGS TO THE CHOSEN PEOPLE
Amen Amen
Ndokuti The United Mwari ngaawongwe
Nice
Amen amen amen pachihota mwari vachirumbidzwa
Amen
Babishop vangu the late Murukunze, may your precious soul rest in peace
Penyai , pachihota
My church
Ndrikukomborera more videos please
<(0_o)>/God has entered inside my body, like a body. my same size. Holy ghost baptism. God does all witchcraft and voices people hear saying do bad things...
Where is this and what language please?
zimbabwe (a small town called chihota) its a church annual passover 7 day camp. my family managed to record this, during our last attendance. ( we are no longer based there)
❤
My mom s church hanzi ndofiramo Amen Amen ndakomborerwa
Anosimudza marombe kubva muguruva
Penyai kuti nyika iziwe amen powerful
Baba chigodora
Amen
Kamuuchiriro ako karikubvepiko
Baba Nyambera pazaka komborerwai
United faith apostolic Church of God pamberi nayo ,babaMandibvei
United faith apostolic Church of God pamberi nayo ,babaMandibvei
Nice Music. God bless
Amen ngavarumbidzwe Mwari ava!
maUNA VIVA
post more videos pliiz,proud of my church
Rumbidzwai nekuti muri mwari nguva dzose makandindinakira amen
Ndiri ndega ndinotya fambai neni baba amen amen
zororai mirugare vaHove United yakabirhwa rimwe gamba vaBishop Hove
Penyai pandiri mwari nyika iziwe Amen
Mwari vakuitirei zvakanaka rambai muchitisimudzira mumweya kunyangwe ndiri kure ndonzwa kupona amen amen
this place is filled with God's presence, dai taingogara hedu ikoko
Usacheme iwewe nyrara urikuedzwa nasatan, zvnorumbidzwa izvi
Zvnokudzwa tinenge tri tse paChihota apo
Zvinokdzwa ishe vanemi
Penyai penyai ohh God i see myself in chihota now
me too mate
this is my family's church God bless you Mufundisi Va Nyambera pa zaka apo
Iripa zaka papi pacho nhy
hahahada ...huya mweya mutsvene
Mwari makanaka zvesure
Amen iyoyo chigodora
mwari chizviratidzai paupenyu hwangu
vanokomborera zweshuwa. iwe usacheme Satan arikukuedza
wow pachihota I can see the late Bishop E Mkurukunze. may his soul rest in peace
ndirindega ndinotya how nice l can see Baba Chigodora might Man of God
nice song ndatenda hangu pinyai baba kuti nyika izive
ndiri ndega ndinotya
munhu waMwari keep on uploading l think ndopandiri kutopindura sunday yangu recalling church days um very far..thank u
The Prophet has Decided to Get the WORD SERIOUS IN MOZAMBIQUE
Heyyyy ummm Mwari wakanaka chokwadi
Yeah yeah...Mweya waMwari chiuya tinzwe
Apo penyai vanhu vaMwari...Handei naro shoko
jus saw someone in the video STABA