Ameeen ndakomborerwa in
Jeso ndiye mambo vatinonamata . Zvondifungisa VA M.I .G.S
Ndofunga migs
Amen
Ko vhesi yekuti dhamureta regai vadiki vauye kwandiri musavarambidze yakaindepiko plizzz that's being cruel
Muneirori sangano ndomuneguva rangu
Kunyenga vana puuuuuuuuu
Ndakunzwa kukomborerwa pandanzwa vase iri 😢
Ndinotenda mupostori
Jeso ndiye Mambo watinonamata MiGs
Chokwadi nguva iyi ndinofunga nezvayo vaMIGS vachiripo kunamata kuchiri kuyera
handidi nayo church iyi 😭😭😭
amen
Amen!!!
Handikanwa vadzidzi ndigere hangu kumba since 2014 ndakaita accident vadzidzi vakandirasa asi muchinjikwa wenyu ndinawo ndinonamata mazuva ese ndirimumba ndiri mudzidzi nyange zvodii chipiyaniso ndinacho rupawo ndinarwo ndoziva kuti mwari nemwanakomana wavo havana kundirasa ndakatyoka makumbo ndiri pawheel chair ndinovaraidzwa nemaverse enyu vadzidzi
Ndiri mu sprichigree ❤I wish I could get back to old days
Ko ikozvino zvachi
Neniwo sha
with much respect vadzidz itai zvekunamata politics ngadzisapinde muchurch veduwe.i used to admire you way of doing things bt politics padzatanga kupinda muchurch haaa kwete
Migs l like this church too much jesu ndiyemambo
Wimbo akatisira rwendo panzira varume
Murume aiva nechipo chekudenga uya
Vadzidzi woyee
I love song
Kwatakakurira ,Amen
Jeso ndiye mambo watinonamata
Vhangeri ngaritaurwe vanhu vapene
Wimbo ave kuonekana
🙏
MIGS yakandirera ndikawana zvese Maginesta tiwedzerei ndza yeupenyu Amen
Makakomborerwa vadzidzi
Problem kuyita politics pachurch maslogan zvamwari hazvidi zvenyika
Amen amen
Adzidzi WA jesu
Chirikupi chikoro ichi ndodawo kuisa mwana
Amen 🙏🏻
Kuimba kwakadaii kunokuisa pedyo pedyo naMwari,kunokomborera
Ivai vacheche muwane humambo hwekudenga
Totenda pio nengirozi
Huyanga vana ava politics dzakuwadza sangano
Ndokwandakabarirwa uko ini mudzidzi ❤️❤️❤️❤️
Even m ndonzwa kufara ndichiona vanhu vachiimba kudai
Muhondo tinorwa nemteuro🙏🙏🙏
Amen _052374G mambo🎤🎤🎤🎤
🙏🙏🙏
vadzidzi batanai, mazvake mazvake hazvibude, chokwadi chichabuda hacho, it just a matter of time.