- 171
- 212 192
Mugodhi videos and prophecies (chiporofita)
เข้าร่วมเมื่อ 22 มิ.ย. 2022
PLEASE PRESS THE SUBSCRIBE BUTTON DOWN THERE FOR MORE
วีดีโอ
Marky and Saira at Makumi funeral. muviri wangu wafa🙏🙏
มุมมอง 1186 หลายเดือนก่อน
Marky and Saira at Makumi funeral. muviri wangu wafa🙏🙏
makochi nemademon. murume anesimba uyu 🙏🙏
มุมมอง 5136 หลายเดือนก่อน
makochi nemademon. murume anesimba uyu 🙏🙏
Victor Mashongwa : Ishe vakaenda asi vachadzoka
มุมมอง 2968 หลายเดือนก่อน
Victor Mashongwa : Ishe vakaenda asi vachadzoka
tanaka, nerutanga🎶 Ndovimba nemi baba
มุมมอง 34011 หลายเดือนก่อน
tanaka, nerutanga🎶 Ndovimba nemi baba
Mazuva makumu mana Jesu achiyedzwa😭😭😭very deep worship song Mwari wedzerayi chipo chehushumiri huri pamwanakomana uyoo
amen🙏
Ekwamugodhi kkkkkkkk ndokuzivai
Amen amen
Sure mwari kurirai baba amen haaaa hama dai tagona tarurama pakuita kwedu tichipanyika kudai sure hama mwari vane nyasha sure amen nziyo dzenyasha
😂😅😅😅😂😂😂
Amen
Hareruya
Tambai nezvimwe kwete kutamba nemweya muchiposta ndimi
Munaziva zvekuposter hama dzangu
Pamwe Haasati abuda muchurch akabuda sangano chete, achatoita mabasa kwaari kana ari musanangurwa chete
Note good kuposter ndimi
Mugodhi ndiyo church yangu kusvika mukufa❤❤❤❤❤❤
Vakadadisa mwana vaMufundisi vangu
Huyai Mweya Mutsvene......that voice is powerful and annointed
❤❤
Amen kuimba kwakanakisa
Amen amen my day Will be blessed
Song iyi inonzi chii?? Ndiri kuitsvaga.Macky akaimba apa
Amen
I'm blessed ❤
Amen Amen
Amen
Ethiopia Egypt Russia Roman
Vaduku vakashingairira muzvinhu zvababa wavo kudaj zvinofadza Ariruya ariruya...
I love it
Amen
Ndatenda hangu kwete iri kuitiwa yekurwa nedemon hayiiii mhani ...Moyo wangu unonzwa shungu ...tarisa even dressing yemunhu akatenda kuti Ishe ndimi makurarama kwete inini aaaaaaaaah uyu mutezo unondikundisa pakunaka zvachose
Ndinonzwa kutya hangu kana zvichidai hameno Ishe
Amen
Ndinotenda Mwari kana vanhu vachirarama vari musimba raMwari
Amen
Hozana
Bako igava ,haana kutumwa naMwari,Hakuna prophet anotanga sangano
Amen ichokwadi iyi
Amen Amen
Amen 🙏🙏🙏
Vaizvikudza baba ava vatozovgiringa manamatiro
Maporofita emuchurch shuwa kkkkkkk
Amen
Amen
Zviriko here izvi 😅😅😅😅
Hossana kudenga
Amen ishe wangu
Ok TAKU UNOIMBA
Its a pro😂
Ndizvozvo
Amen
Unoimba hama yngu ...but teerera mazwi ako usanakirwe nekudetemba ichiimba zvisingaite ...ukuti mwari tichavakunda kkk iweka unonda mwari chii uuummm hama yangu ....kupa kunemufaro kunokunda kugamuchira kwete tichavakunda
Uyo mukomana Ari ku back uyo ano backer he is talented