- 23
- 52 489
Tsika Tv
เข้าร่วมเมื่อ 13 ก.ค. 2020
Motivational Speaker
วีดีโอ
Johan Masowe part 3
มุมมอง 1.2K3 ปีที่แล้ว
Baba Ray explains the unGodly things happening in Johan Moses Shrine
MAVAMBO ESANGANO REJOHAN MASOWE ECHISHANU PART 2
มุมมอง 9K3 ปีที่แล้ว
Baba Ray AKA Sekuru Ray Explains Ungoldy, Unlawful things happening in Johan Masowe echishanu Shrine
Mavambo esangano re Johan Masowe echishanu Part 1
มุมมอง 39K3 ปีที่แล้ว
nhoroondo yemavambo esangano reJohan Masowe echishanu Part 1
Back to school
มุมมอง 1633 ปีที่แล้ว
Mahwind zimbabwean short movie story by Raymond Chirekeni Video directed by Ray B Media Starring :Nyasha
Dollar rakauya pa inclusive government
มุมมอง 293 ปีที่แล้ว
the guy is refusing $1 change & Zim bond notes........ official video produced by Ray b
Usapembedze mutupo wako nezvinhu zvakaipa
มุมมอง 234 ปีที่แล้ว
Usapembedze mutupo wako nezvinhu zvakaipa
Sekuru_ray_-_usamhanye kuramba mukadzi muzukuru
มุมมอง 324 ปีที่แล้ว
Sekuru_ray_-_usamhanye kuramba mukadzi muzukuru
baba chimbo mirayi kashoma kunyepa ndiri kuda kuti mutore nguva yenyu muchi funda
Vanhu vaive vagara vavuya kumutambo webira
Fambai naro shoko sepakutanga ,fambai naro shoko sepakuta ,zvaaataiiii famba naro raitambudzaaa
Yes but mukutaura muchi mixer nyaya yenyu
Amen
Munonyanya kutewedzera church doctrine than the word of God itself. Zvese zvamuri kutaura zvekuti muporofita haasi leader etc, hazvinei neshoko ramwari
Madzibaba makadiiko? Ini ndiri mpositori chaiye wechishanu cha Baba Emmanuel Emmaintos asi chokwadi muri mutendi akanzwisisa kureva kwemweya,chokwadi vaprofita havasi vatungamiri vesangano asi ndipei number dzenyu tigotaura tese ,ini dzangu umber idzo 0777267088 ndinonzi madzibaba Oliver vekuguruve ndatenda,
Tinotenda nedzidziso kuti tizive matangiro echinamato chedu
Makadi baba ndidzidzisei kunvura munamato né kunvura inini andiziwe ndiri mupostoro 11:03
Ko green iyo
Mubvunzo wepiri haaa hawubvunzwe nemupostori iwowo
Ainzi shonhiwa not susupenzi susupenzi wamukutaura ndi sekuru vake vaisona bhutsu mu Norton haasi Johwani iyeye haana kuunganidza masvikoro baba tinotenda zvedu neku traya asi endai ma nevanji munofunda nhau ya johwani musapesanise nyaya yenyu zvakanaka kuita shungu asi musaise mazwi asiri epo baba vangu ndatenda zvangu.
🙏🙏🙏
Kutaura hamusati mava nako ,dzokerai mundofunda
Ko wadii kungofundisa zvacho zvavasina fundo nazvo?
Pakuimba apo mataurra chokwadi zveenyu dai maita zvekutaura
Ichokwadi bba
Ame----------n
Baba garai pasi mufunde nhau idzi , kwete kuisa manyepo ayo
Tiudzei manyepo acho, kwete kungoti manyepo musina chamataura
Baba iwe wakutengesa izwi kaaa nyaya idzi dzinotaurwa murenje baba kwete pasoshari apa uuuummm maipa
Ktaurai zvenyu zvakaoma shuva
Iwe uri kudzitsvagirei nyaya dzacho pa social media pacho??
Point of correction asekuru Ray. Mweya wengoni dza Mwari hauna kubata pana Sixpence Gandanzara kwete , mweya wakabata pana Shonhiwa Masedza mwanakomana wa Peter Masedza na Saiso Eva Mugwambi munyika ye Zimbabwe Province ye Manicaland Dunhu re Rusape District ye Makoni mumusha wa Gandanzara. Sixpence raiva nickname ya Jack Masedza asekuru va Shonhiwa Baba Johwane, vanova ndivo vaisona bhutsu kupurazi raiva ku Norton.
Lots of wrong facts
mambo Ngoni dzakagara Masedza Shonhiwa aiva muzukuru wasusupenzi, Susupenzi anongobatsira chete kuti muzukuru wake asangane nemunhu aiziva nzvimbo yaanga atumwa nezwi
Baba Suspense Gandanzara sandiye akatumwa , kwakatumwa Shoniwa Masedza, Suspense aive sekuru vaShoniwa, ndivo vaisona bhutsu, revisit on it, handisi kupikisa cz ndaisaveko tiripo pakudzidza.
Garai pasi munamate mukomborerwe naIsaka ...muwane zvekutaura ....( muchatonga neiko musina kutaura)
Akaita basa zvimabhoi zvaitotanga kunamata mapriest echirungu.
Saka Johane Masowe mumwewo? 2 different people?
Amen
Tinotenda nedzidziso yechireururo
Baba bata vose varikukupikisai muvarape kurasika njere kwavo,zviya mamboti munobatsira vanorasika njere.herobasa pasoshari media po.
Shonihwa Masedza wekwaGandanzara
Baba munonyeperei kudaro kana musingazive regai kudza nyikamanyepo
Not correct
Immmmmmm mubvunzo wandoda kubvunza vemasowe ndewekuti zvekuti ngirozi yakaenda pamunhu muzozama kuti kudini vanhu imi nekuti Jesu akatipa mweya mutsvene saka ngirozi inouya sei plus mweya mutsvene wakauya kare kare uyo wakazouya kuZimbabwe chete wakatumwa nani
Baba tangai madzidza chishanu zvakazara musati mabudikira. Endai masangano muzuva rechina kazhinji muchidzidza chinamato mozotaura uye tangai mabatwa nengirozi kwete pachenyu
Ummm madzibaba akapambwa nengoni ndiShonhiwa Masedza mwana wekwaGandanzara Susupenze ndisekuru vake ndovaisonashangu kuNorton fundai nhoroondo
Unataura kwawaswera iwe
Nhoroondo dzenyu idzi mapostori hapana padzakanyorwa. You rely on oral history, zvamunonzwa zvichitaurwa. Saka any narrative could be true
Tinotenda Ne Dzidziso yeMavambo eChishanu
Zita rake ainsi Peter Shonhiwa Masedza aibva kwa Rusape kuGandanzara , iyo nickname yamakutaura ndeya sekuru vake vaisona shangu muNorton kwete iy e haana kubvira amboita zvekusona shangu
Koo unonyepereyiko
Kutamba nesu iwe urisekuru
Wakapfeka baka
Hatina anasekuru kumasowe urikusanganisa hauna rwendo
Hoyo 🔥🔥
Musokisi muchena nemukabudura mambo
Tinotenda baba maisa idi chokwadi chamaisa mudare nemashoko ekuti dzoreredza panhau yekunamata murambe muchidzidzisa baba munotenda panyika hakuna anogona asi anenge agona kunamata ndiye afa achimuka ngirozi tose panyika tirivavariri panhau dzekunamata ndatenda
Check Susupenzi sekuru Vashonhiwa masedza ndivo vaisona shangu kuNoton
Maitabasa madzokorodza manzwi eMweya mutsvene asi Baba vangu mukati mugemenzi takadzidzisiwa kuti mopfekwa zvichena chete
Aiwa magona baba. Ndicho chokwadi chaicho chamareva.
Ko kana tazoenda kumisha sowe rinosara nani nevupatsu hupatsu huriko
AMEN
Tinotenda baba nedzidziso ndinoitwa madzibaba shingi vekunottingham uk
Ok Maka barirwa ku UK here
zvamurikutaura izvi zvakaitika gore ripi imi muri papi sekuru Ray. Munotora mhosva yekunyeprera vanhu. Nyika yabata hunye hwenyu saka imosva kumira pamisina kusvera. Kumasowe mavaudza vakakunzwai here. T -shirt yenyu inovhundutsa apa muri kuti baba Johane. Imwe mhosva.
Wagona kudzidzisa baba siyana nevanopenga vachiti waenderei pa You tube ivo vanotsvakeipo