Shekinah Glory of Kings#Oratory  Convenor
Shekinah Glory of Kings#Oratory  Convenor
  • 762
  • 54 682
The Order of I AM in Zimcontext.
The Order of I AM in Zimcontext.
มุมมอง: 12

วีดีโอ

Tsinga yaBaba Johane muZimbabwe.
มุมมอง 219 ชั่วโมงที่ผ่านมา
Tsinga yaBaba Johane muZimbabwe.
The Order of I A M
มุมมอง 129 ชั่วโมงที่ผ่านมา
The Order of I A M
State Sanhedrin Zimbabwe
มุมมอง 279 ชั่วโมงที่ผ่านมา
State Sanhedrin Zimbabwe
Pan African Pyramidic Gospel .
มุมมอง 109 ชั่วโมงที่ผ่านมา
Pan African Pyramidic Gospel .
ZimCaŕdinal Heritage
มุมมอง 179 ชั่วโมงที่ผ่านมา
ZimCaŕdinal Heritage
The Patriotic Front and our last Chimurenga atonement last Convenor.
มุมมอง 3621 ชั่วโมงที่ผ่านมา
The Patriotic Front and our last Chimurenga atonement last Convenor.
Zimatonement in Broder perspective on Account of Jeremiah
มุมมอง 2021 ชั่วโมงที่ผ่านมา
Zimatonement in Broder perspective on Account of Jeremiah
The Patriotic Front part 2
มุมมอง 621 ชั่วโมงที่ผ่านมา
The Patriotic Front part 2
Johane Masowe eChishanu @#Highfield Aquatic Altar of Redemption Parade
มุมมอง 4521 ชั่วโมงที่ผ่านมา
Johane Masowe eChishanu @#Highfield Aquatic Altar of Redemption Parade
The 7 Week Zimatonement Schedule of Ras Changa @#Nyenyedzi Nomwe
มุมมอง 6221 ชั่วโมงที่ผ่านมา
The 7 Week Zimatonement Schedule of Ras Changa @#Nyenyedzi Nomwe
All stakeholders Patriotic Front and dawn of a second Jubilee @# Vision 2030
มุมมอง 721 ชั่วโมงที่ผ่านมา
All stakeholders Patriotic Front and dawn of a second Jubilee @# Vision 2030
The Patriotic Front part 3
มุมมอง 1821 ชั่วโมงที่ผ่านมา
The Patriotic Front part 3
Binary Notation of our Native Dendemaro #Accounting for our National Soul and Spirit
มุมมอง 621 ชั่วโมงที่ผ่านมา
Binary Notation of our Native Dendemaro #Accounting for our National Soul and Spirit
Triune State of Zimbabwe in Mudzimu unoyera perspective
มุมมอง 57วันที่ผ่านมา
Triune State of Zimbabwe in Mudzimu unoyera perspective
Dispensation of Himanity in Mudzimu unoyera Context
มุมมอง 21วันที่ผ่านมา
Dispensation of Himanity in Mudzimu unoyera Context
Johane Marange and a Host of his Forerunners
มุมมอง 60วันที่ผ่านมา
Johane Marange and a Host of his Forerunners
Johane Masowe eChishanu Resolution 5 @# Zimatonement Jubilee.
มุมมอง 22314 วันที่ผ่านมา
Johane Masowe eChishanu Resolution 5 @# Zimatonement Jubilee.
Johane Masowe eChishanu #The order of Cardinal politics.
มุมมอง 5714 วันที่ผ่านมา
Johane Masowe eChishanu #The order of Cardinal politics.
Exposing Johane Masowe eChishanu decerptions.
มุมมอง 4114 วันที่ผ่านมา
Exposing Johane Masowe eChishanu decerptions.
Proclaiming Càrdinal politics in Zimbabwe with Mudzimu Unoyera in perspective.
มุมมอง 2114 วันที่ผ่านมา
Proclaiming Càrdinal politics in Zimbabwe with Mudzimu Unoyera in perspective.
Johane Masowe eChishanu Resolution 777
มุมมอง 2914 วันที่ผ่านมา
Johane Masowe eChishanu Resolution 777
Johane Masowe eChishanu Domains @# Tsvimbomutauro
มุมมอง 6514 วันที่ผ่านมา
Johane Masowe eChishanu Domains @# Tsvimbomutauro
Marine Secrets of Johane Masowe eChishanu.
มุมมอง 8414 วันที่ผ่านมา
Marine Secrets of Johane Masowe eChishanu.
Gabhureni Chiremba chaAbraham @#Tsvimbomutauro
มุมมอง 1714 วันที่ผ่านมา
Gabhureni Chiremba chaAbraham @#Tsvimbomutauro
Johane Masowe eChishanu Domains in pèrspective
มุมมอง 2014 วันที่ผ่านมา
Johane Masowe eChishanu Domains in pèrspective
Johane Masowe Atonement Resolution 777
มุมมอง 9221 วันที่ผ่านมา
Johane Masowe Atonement Resolution 777
Johane Masowe Transitional Leadership in Mudzimu unoyera perspective.
มุมมอง 6921 วันที่ผ่านมา
Johane Masowe Transitional Leadership in Mudzimu unoyera perspective.
Johane Masowe Dimension of Dendemaro/Sabath post Atonement.
มุมมอง 5721 วันที่ผ่านมา
Johane Masowe Dimension of Dendemaro/Sabath post Atonement.
Johane Masowe Adventism Dendemaro/Sabath matrix
มุมมอง 1821 วันที่ผ่านมา
Johane Masowe Adventism Dendemaro/Sabath matrix

ความคิดเห็น

  • @mbizi4573
    @mbizi4573 13 วันที่ผ่านมา

    Dzamunoputa dzinorimwa kupi? 🤔

  • @CyberEntertainment-ux4cj
    @CyberEntertainment-ux4cj 14 วันที่ผ่านมา

    Ahuna nyaya iwe 😂😂😂😂 ahuko

  • @trevorrenoc2818
    @trevorrenoc2818 หลายเดือนก่อน

    Munowanikwa kupi madzibaba timbotaura

  • @trevorrenoc2818
    @trevorrenoc2818 หลายเดือนก่อน

    Munowanikwa kupi madzibaba

  • @Statesanhedrin
    @Statesanhedrin 2 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkk

  • @stekartmofokeng8827
    @stekartmofokeng8827 2 หลายเดือนก่อน

    Get away you are just getting lost

  • @generalchina7042
    @generalchina7042 2 หลายเดือนก่อน

    Iwe hausi mupostori chiyi chinonzi sakaramende taura zvekuma sinagogo

  • @rodneystoddard2014
    @rodneystoddard2014 2 หลายเดือนก่อน

    Uri mhata iwe .

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 2 หลายเดือนก่อน

    First to comment

  • @Statesanhedrin
    @Statesanhedrin 3 หลายเดือนก่อน

    Ok

  • @RajabKasanga
    @RajabKasanga 3 หลายเดือนก่อน

    zvema phone zvobvumirwa here umu mumakomo

  • @obviousmutakiwa-435
    @obviousmutakiwa-435 3 หลายเดือนก่อน

    Imi baba imi

  • @augustinemuza5816
    @augustinemuza5816 3 หลายเดือนก่อน

    Chikafu chamurikutipa mabhonzo imboti tsananguraiwo chinamato nemutaro ,zvazvinoreva nekuti mazwi mazhinji zvirahwe zvega zvega, Sekuti nyenyedzi .

  • @mbusimpofu8189
    @mbusimpofu8189 3 หลายเดือนก่อน

    tokumbirawo tsananguro dzaisaka nedze nyenye zvekare. Tinotenda tirikudzidza yambiro inodhura

  • @charleschipengo3388
    @charleschipengo3388 4 หลายเดือนก่อน

    Penya gabhurona

  • @tsitsichaza564
    @tsitsichaza564 4 หลายเดือนก่อน

    What does Mubarwe mean, many thanks.

  • @TakarasikaShonhiwa
    @TakarasikaShonhiwa 4 หลายเดือนก่อน

    Zvexhishanu zvamakuisa kuvatungamiriri wenyika ndozvakatsanangurwa hre naiye Johan...zvemweya kumweya zvenyama kunyama.

    • @Statesanhedrin
      @Statesanhedrin 3 หลายเดือนก่อน

      Kwakanzi ndaza dzose kmiteuro

  • @emmanuelmuza7616
    @emmanuelmuza7616 4 หลายเดือนก่อน

    Musatanyoko mudhidhi wavamai

  • @kuzivakwashemapanda939
    @kuzivakwashemapanda939 5 หลายเดือนก่อน

    Thank u

  • @tsitsichaza564
    @tsitsichaza564 5 หลายเดือนก่อน

    Thank you for linking spiritual matters to the corresponding corporeal matters for Zimbabwe but I have to say you put too much emphasis on the doctor. 😮

  • @gideonmanyusamcips3310
    @gideonmanyusamcips3310 5 หลายเดือนก่อน

    Kazuwai prof, tinotenda zvikurusa nebasa guru ramuri kuita. Muri kutsanangura zvakadzama chaizvo. Ndaikumbirawo mutibatsire panyenyedzi guminembiri idzo dzamataura, dzaita 11, kureva pane imwe yamasiya. Ndaikumbirawo mutibatsire kuti ndeipi iyi? Ndatenda

  • @TamareMakwavarara
    @TamareMakwavarara 5 หลายเดือนก่อน

    Asi chivanhu mochiziva henyu. Sei vamwe vachituka mhondoro ne midzimu kwenyu ku church

  • @TamareMakwavarara
    @TamareMakwavarara 5 หลายเดือนก่อน

    Hi

  • @lovemoremuverengwi1268
    @lovemoremuverengwi1268 5 หลายเดือนก่อน

  • @PaulosMangena
    @PaulosMangena 5 หลายเดือนก่อน

    Amen

  • @lovemoremuverengwi1268
    @lovemoremuverengwi1268 5 หลายเดือนก่อน

    Amen

  • @NyashaMutema-e2q
    @NyashaMutema-e2q 5 หลายเดือนก่อน

    AMEN AMEN

  • @mbizi4573
    @mbizi4573 6 หลายเดือนก่อน

    Hakuna kupenga kunopfuura apa

    • @Statesanhedrin
      @Statesanhedrin 3 หลายเดือนก่อน

      Ichokwadi kuenga ikoku

  • @chiheramaialexis2510
    @chiheramaialexis2510 6 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂

  • @BlessingChiwaridzo
    @BlessingChiwaridzo 6 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkk

  • @AntonyMoyo-f6f
    @AntonyMoyo-f6f 6 หลายเดือนก่อน

    Makadin baba ndokumbirawo kuziva kt idho chiii

  • @ROCKstar-me5hx
    @ROCKstar-me5hx 6 หลายเดือนก่อน

    Inzara here imi vanhu imi

  • @NyashaMutema-e2q
    @NyashaMutema-e2q 6 หลายเดือนก่อน

    Tinotenda nedzidziso nekuti zvizhinji zvemasowe zvanga zvisina written records

  • @dove5584
    @dove5584 7 หลายเดือนก่อน

    Nyaya yacho ndashaya kuti irikuenda nepi

  • @TheGreatJohane
    @TheGreatJohane 7 หลายเดือนก่อน

    Baba musarase vanhu handidzo tsananguro dzemavambo zvadzakaita

  • @nixonmarko1589
    @nixonmarko1589 7 หลายเดือนก่อน

    Ko mukatya mwari zvinei

  • @NCNC-lr1wt
    @NCNC-lr1wt 7 หลายเดือนก่อน

    Zviriko hre izvi.Zvakanzi chii nemifananidzo

    • @Statesanhedrin
      @Statesanhedrin 3 หลายเดือนก่อน

      Ndezve mwaka uno

  • @manyaratheresadhadhaya1838
    @manyaratheresadhadhaya1838 7 หลายเดือนก่อน

    Rosary yaMai Maria chii kuJohan masowe, uye zve yakamira sei

    • @Statesanhedrin
      @Statesanhedrin 3 หลายเดือนก่อน

      Muchnjiko wZvipotera naana Mai

  • @victormakuwaza4525
    @victormakuwaza4525 7 หลายเดือนก่อน

    Ndebvu makaisepi nhai munhu washe. Chiremera

  • @PaulosMangena
    @PaulosMangena 7 หลายเดือนก่อน

    Ameen

  • @PaulosMangena
    @PaulosMangena 7 หลายเดือนก่อน

    Inini ndatadza kuworker apa ndakazvarwa 18/05/1969

  • @PaulosMangena
    @PaulosMangena 7 หลายเดือนก่อน

    Ameen

  • @PaulosMangena
    @PaulosMangena 7 หลายเดือนก่อน

    Areruya ameen

  • @Editha-x9t
    @Editha-x9t 8 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂

  • @cassidymurwira2873
    @cassidymurwira2873 8 หลายเดือนก่อน

    Baba what’s your contacts? Ndingafare kubatana nemi

  • @TawandaMavhunga-o2r
    @TawandaMavhunga-o2r 8 หลายเดือนก่อน

    Ndozvii zvamuri kutaura izvi

  • @SavioTungadzaJambo
    @SavioTungadzaJambo 8 หลายเดือนก่อน

    Mmmm

  • @Svosve
    @Svosve 8 หลายเดือนก่อน

    Maibopa nekumuswe pakuti Soko yabuda muvaHera. It's the other way round. Mushavatu ndiye akabuda muvaera Soko mushure mekugaro kakavazhana nemukoma wake Chaminuka.

  • @justicewasarirevu3412
    @justicewasarirevu3412 8 หลายเดือนก่อน

    Ndanzwa muchitaura kuti mutongi wenyika anofanira kubva murushanga rwechimurenga. Ko huwoori, abductions ne state capture iri kuitika iyi zvirimo here mutsananguro dzenyika? Ndizvo here zviri kuda izwi kuti hurumende yechitema itambudze vatema?

  • @georgemanyumbu1406
    @georgemanyumbu1406 8 หลายเดือนก่อน

    Professor Jeremiah muri kuzviwana papi zvamuri kutaura izvi

    • @emmanuelpfupag6494
      @emmanuelpfupag6494 8 หลายเดือนก่อน

      Vanenge vanoudzwa nengoni. Nhau dzavo hadzisi dzekufananidza dzinehudzamu

    • @Statesanhedrin
      @Statesanhedrin 3 หลายเดือนก่อน

      Rushanga