God is using this man.
Kwasara ini ndoda kuti ndiponese nekuti ndakagarwa nemweya wakaipa chaiwo
Any 1 to help - me with prophet Gwidis number
accuracy on point
the accuracy is just too much heyy
simply the best
Wakafanana naJeso veduwe Paul is just a servant of God singing & praising him its herecy at its highest pick
The true prophecy from god's even
Amen
Akafanana na Jesu ndiani
Kudzai Jehovha
Anowanikwa papi baba uyu ,tepeivo #.dzake ,ndnotsvaga vakadero kut ndfambe pamwechete navo pakutsvaga kuoona kwedu.pazuva rekuguma.
Kan pasina hapo rimwe simba,umwewo mweya.Ndokuporofita!kan zvakabva kuna Tenzi ,aiwa Mwari ngaakudzwe uripakat pedu.
Havachina chiporofita ava
Can I have mupirofita Gwidi number
The best prophet Gwidi akandirwiwa ndadyiswa
Kunze kwekutii paimbwe hapana akafanana na Jesu pakunzii VA Mwazha
apa pandivhundutsawo apo
This is just excellent. Very simple and easy. Iyi ichechi yaMwari
Basa rakafanirwa kuita kuparidza kukosha kwezita rajesu nekushamisa kwekuponesa kwake
Ko ini sei ndisingambosangani nevanondiporifitawo
His prophecy is in Masvingo town
ukasangana neuyu iwe wega unogutsikana
❤❤❤
anoshandiswa naMwari murume uyu
Phone number of Prophet Gwidi please
Phone number of prophet Gwidi please
Ndiri kutsvagawo number dzake
Makadini Vatungamiri ndingawanewo hre number dzamuporofita Gwidi
Forensic prophecy, keep posting prophet, Gwidi.
Great👏👏
Botswana munowuya riniko vanhu vashe
Ko zvekuimba muchipa mbiri kumunhu 'Pauro Mwazha' makazviwanepiko, ko madii mapa mbiri iyoyo kuna Jesu
Haaa ipapa vanoresva
Ini handina kupanzwa papihwa mbiri kuna Paul Mwazha, mungandinyorerawo zvaimbwa zvacho ndinzwisisewo. Sekunzwisisa kwangu mbiri inofanirwa kupihwa kuna mambo Jesu Kristu nekuti ndiye Mwari.
Usimbiswe munaIshe ndafara neshoko rekuvaka hama pamweya vamwe vanotamba zvinotaurwa hezvo munoitasei mweya chapupu chakatendeka
Zvakavanzika ngazvifumurwe
Mwari akatuma Paul Mwazha weAfrica ngaandiponese Amen
Asi kuzoimba kuti wakafanana naPauro apo bodo ndaramba iyo ndeyekuimbira Jesu chete
Very true
Kana iwe wakamuona akafanana naPauro Mwazha tiudzewo nokuti everyone is different from every other
Asi ukanzwisisa nziyo iyi, vanoimbazve vachiti akafanana naJesu ndiyani ndobva panzi hatisati tamuona, kureva kuti naiye wacho Paul Mwazha haana kufanana naJesu nekuti Jesu ndiMwari haaziri munhu. On the other hand, varikutizve havasati vaona akafanana naPaul Mwazha.
Iwe rega kuimba hakuna akumanikidza kuti uimbe isu ticharamba tichingoimba chete
@@gashiraitavengwa makapata baba imi
Ndipeiwo phone number dzaProphet ava pliz!1
Plz come to Zambia some work here or when are coming to Zambia
0772293158
Kkkk ko kuzotaura sevakuru venyika pro ava
need number yemunhuu uyuu pliz
Yeah uyu munhu ndoda number dzake ambondiveza ne prophecy
Wish I had that number Unfortunately very few of our countrymen let alone believers care about another being This guy is from Masvingo...
God working through this man
Mnogonesa vaGwidi rmbai mkadro nebsa raMwari
Ndokumbira number yava Gwidi please
Ndokumbirawo contact number
We need more videos
We need his number please
Hakuna kuporofita kwakadaro kunobva kunamwari kuonererwa uku ndozvinoita ma porofita egora vamwari vanehunyoro
Kana munhu akawanikwa neShoko anaka zvose izvoo zvekureururisana kupedza nguva kana musina vhanheri yaKristu vakomana inouraya chivi vakomana haa hapana hapana
1 John 1:9 [9]If we confess our sins, he is faithful and just to forgive us our sins, and to cleanse us from all unrighteousness.
Munhú waMwari kuChurch iyi kunenguwa kuoaridza,kuoaridza chaiko Kwete zvekufungira.Pozoita nguwa yevaporofita yekuporeswa kwevarwere nekuporofita ndiyo nguwa yaurikuona apa iyo. Saka umwe zvawaona waona chidimbu chezvinoitwa paChurch.Kureurura ndiko kupona hama shilo rinodaro Wani???Zvirevo 28 verse 13.Uye Jakob 5 verse 16 verengai magwaro musati matonga zvamusinganzwisisi nekuti nekutonga Ikoko kusine zivo muchatongwawo saizvozvo muchizvitorera mhosva kumaMwari