- 25
- 39 955
Johane Masowe Chishanu Graspa
เข้าร่วมเมื่อ 26 ธ.ค. 2024
Tinotevera mbiri yeMweya mutsvene sokutumwa kwababa Johane mugore ra1931. Muchinjiko wegore jena wakatakura basa reVakatumwa rinonzi riverengwe pasi rose. Mandudzi ose vakuru nevadiki vanokokwa kuzonamata.
Kusunganidzwa kwenguwochena nenyika. Teerera kutaura.
Ayo mazwi aMutumwa achitsanangura matumirwo nezvaakatumwa kuzozadzisa muAfrica yose. Nyika irikunzi igarisike kwazvo nekuti Bag rema answer riripo.
มุมมอง: 410
วีดีโอ
Chasara kunamata.
มุมมอง 56วันที่ผ่านมา
Tenzi takateerera taurai...
มุมมอง 4.6K5 วันที่ผ่านมา
It is the responsibility of the church to spread Love.
Prophetic time on Sunday
มุมมอง 4485 วันที่ผ่านมา
Africa huya tinamate, nyika inorema inotoda simba remweya mutsvene
Rudo ndiko kunamata.
มุมมอง 2665 วันที่ผ่านมา
Kudzora ndangariro nevari mutirongo @bernardbukirabeteramusic8878
มุมมอง 4335 วันที่ผ่านมา
Prayer with Prisoners.
มุมมอง 1185 วันที่ผ่านมา
Mazwi aTenzi arikushongedzwa muvatendi
มุมมอง 1.1K9 วันที่ผ่านมา
Denga ririkuti huyai tinamate, nekuti nyika inorema.
Kwandinobva kunemakomo matatu nehusiku hwemvura nedutu remhepo.
มุมมอง 8579 วันที่ผ่านมา
Mutumwa arikuti anechekutaura kuAfrica saka teramira ununurwe.
Chiporofita chinezambuko.
มุมมอง 2.9K9 วันที่ผ่านมา
Tenzi arikuti ndakatakura chifembero, saka mose mose huyai musangane nechiporofiti chinoyera. Tiri pamazuva emweya mutsvene. Africa huya tinamate.
Donations @parirenyatwagroupofhospita6099
มุมมอง 9811 วันที่ผ่านมา
Muchinjiko Wegorejena International-Johane Masowe Chishanu Graspa led by Madzibaba Tabnadge conducted a hospital Prayer Visit to Parerenyatwa Group of Hospitals whereby we donate several items to be used in ward A6 and as well pray for the deliverance and healing of patients.
Hospital Prayer Visit
มุมมอง 43616 วันที่ผ่านมา
Second leg of Hospital prayer visits at Parerenyatwa Group of Hospitals.
Prophetic time.
มุมมอง 9K19 วันที่ผ่านมา
Huyai mose kuchifembero chake Mwari, musararame muri muzarima iwo mweya mutsvene uriko.
Kunamatira vasungwa mutirongo
มุมมอง 1.4K25 วันที่ผ่านมา
Iyo ihumbiro yemunamato yaikumbirira vasina mhaka kuti vasunungurwe, vane mhaka vapiwe mukana wepiri, vanoshandiswa nemweya yakaipa kuita mabasa akaipa vadzikinurwe. Tinotenda Tenzi
Hokero yemweya mutsvene kuguta rinoyera
มุมมอง 1.2K28 วันที่ผ่านมา
Mweya mutsvene une chekutaura. Huyai mose mose munzwe shura remweya
Fan fan inzim thewhole country suffering things needs tochange mapositori no1 child abusers 😮
Makorokoto ku tese tiri kunzwa kutaura kune basa renhume, uhu ndihwo humambo hwevatema
😂 ko vakatosungwa here apo
Thank you for bringing joy to the inmates
??????? 😮
??? 😮
Amen 🎉🎉🎉❤
Oooooh yaita mukurumbira shuwa
Ndafara chose kuona kuti our country is doing its best in giving INMATES time to engage in various religious groups. Kutounza bhazi rose pamasowe, thank u very much vakuru vanomirira department irori. Dai maramba makadaro koz vamwe vanenge vapinda mumajeri nekuda kwemhepo uye vamwe vakanamatirwa vanosiya mabasa akaipa anenge avapinza mumajeri
Iwo mweya unogna kutoita minqmato munhu qkabuda
Ndatenda hangu
Amen Mwari ngakudzwe tinotenda Ishe
Amen
Tinotenda🙏🙏🙏
Magonesa
Monamatirepi vanhu vaMwari
@@Anna-z9n Glenora B paMagetsi pamasowe
Pababa tabinage
Thank you
😂😂😂😂😂
How can i connect you iam from zambia
PaGraspa pababa Tabnage
mbumburu paKD
I grew up muchinamato ichi and i still wish to rejoin it and start afresh. Ndiri hwai yakarasika, ndidzorei mudanga
Tyneg
amen
Munonamatirepi
çhirungu kumasowe kkkkkkkk johane akazviramba izvo
hakuna anesimba rekumisa rufu kufa chitsividzo chamungaite kurapa izvo ndinobvuma not kumisa rufu plaz zvekuzvizivisa pa media kutsvakambiri cht itai sematumirwo makanyarara anotonga mudximu namashavi ndi erija na moses saka havasati vauya ko imi simba iroro mariwanepi rapai cht kwwte zvimwe izvo
What's type of masowe kunecamera
What's point of interpretation in same language
Matanga kuzviona nhas here
It's not interpretation, in Shona we call it Kupirikira....can be loosely translated as ' Loud speaking' for the sake of the congregants who may not hear or understand properly as the Prophet speaks.
Ichi ndicho chipositori.. Makorokoto henyu. Makapiwa mutungamiri anechikoeo
Isa i number pascreen isu hatigoni kuuya tirikure
Basa mukubata asi musazodyiwe nenyika iyi Mumbori kupi madzibaba
Kumasowe handiregi kuenda chete kunhu konakidza uku ndatenda hanku
Monamatira kupi tipeiwo ma directions tisvike
@@previousngara9866 Glen Norah B, paMagetsi paMasowe
Kutsvaka mbiri hre
verenga book raaLuke 10 vs 25-27 Matthew 25 vs 36 uchanzwa kuti haisi nyaya irikuti vari mujeri vatova vakaipa hama
Mutumwa akatumwa uyuuu 🙏🙏🙏
Ndokutumwa chaiko ukuu
Mwari vakuwedzerei makore ekurarama
Endai kune vane Cancer please
Komborerwai madzimai nemadzibaba
Amen 🙏🙏🙏 Excellent prayer
Amen tinotenda mwari baba wakatipa mwya mutsvene
Itai rudo mugosangana naEmanuwero , maita rudo vatendi
Maita basa zvenyuu
Ndekupi uku ndigouyawo
@@TanakaBunjira Glen Norah B, pamagetsi pamasowe
@@TanakaBunjira Glen Norah B, paMagetsi pamasowe
@JohaneMasoweChishanuGraspa in ndo church yandoenda bt dambudziko rangu arisikupera ndanzwa nemitsanyo bt apana change
@TanakaBunjira svikai pa Glen Norah B paMagetsi pamasowe
Zvonetsa izvi
Amen
Ame katatu kutenda vakatumwa
Amen 🙏🙏🙏
Amen
Muchinkwa waJohwani Masowe Echishanu WeGorejena. International..wakatakura matare nema matare chinamato chemasowe rudadiso🎉