Lawrence Ngwaru And The ZCC Shining Stars
Lawrence Ngwaru And The ZCC Shining Stars
  • 17
  • 449 612
Chikopokopo PaZion (Official Audio by Lawrence Ngwaru) pro by E Mutsago , fambaaa Nehemia tiendee!!!
shoko rechiporofita rozadziswa kuti Nehemia uchafambira muchadenga, Samere wakati Nehemia sara upedzise nyika dzandisina kusvika !!!
zvakanyorwa muBhaibheri
Shona
Isaya 2:2 Pamazuva okupedzisira zvichaitika kuti gomo reimba yaJehovha richasimbiswa pamusoro pamakomo, richakwiridzwa kupfuura zvikomo; marudzi ose achamhanyira kwariri.
English
Isaiah 2:2 In the last days the mountain of the Lord's temple will be established as chief among the mountains; it will be raised above the hills, and all nations will stream to it.
มุมมอง: 27 227

วีดีโอ

Taurai Tipone -Lawrence Ngwaru & The ZCC Shinning Stars
มุมมอง 3.7K8 หลายเดือนก่อน
Deute 18 vs 18. Ndichavamutsira muporofita, unobva pakati pehama dzavo, wakafanana newe; ndichaisa mashoko angu mumuromo make, iye uchavaudza zvose zvandinomuraira.
Lawrence Ngwaru & The Z C C Shinning Stars-Vanhu Vanokangamwa
มุมมอง 4Kปีที่แล้ว
Lawrence Ngwaru & The Z C C Shinning Stars-Vanhu Vanokangamwa
Lawrence Ngwaru & ZCC Shining Stars - Nyakutumbura (Official 4k Video dir by Toisen)
มุมมอง 49Kปีที่แล้ว
Lawrence Ngwaru & ZCC Shining Stars - Nyakutumbura (Official 4k Video dir by Toisen)
Lawrence Ngwaru & ZCC Shining Stars - Mambo Rairai Shoko(Official video dir by Arshavin)
มุมมอง 128Kปีที่แล้ว
Lawrence Ngwaru & ZCC Shining Stars - Mambo Rairai Shoko(Official video dir by Arshavin)
Lawrence Ngwaru and The ZCC Shining Stars- Vana Musavasiyanisa
มุมมอง 2.1Kปีที่แล้ว
Lawrence Ngwaru and The ZCC Shining Stars- Vana Musavasiyanisa
Lawrence Ngwaru and The ZCC Shining Stars- Mafambiro Angu
มุมมอง 1.3Kปีที่แล้ว
Lawrence Ngwaru and The ZCC Shining Stars- Mafambiro Angu
Lawrence Ngwaru and The ZCC Shining Stars - Zvinodzimba Moyo
มุมมอง 7Kปีที่แล้ว
Lawrence Ngwaru and The ZCC Shining Stars - Zvinodzimba Moyo
Lawrence Ngwaru and The ZCC Shining Stars-Nyakutumbura (Amai)
มุมมอง 22Kปีที่แล้ว
Lawrence Ngwaru and The ZCC Shining Stars-Nyakutumbura (Amai)
Lawrence Ngwaru and The ZCC Shining Stars- Mambo Rairai Shoko
มุมมอง 6Kปีที่แล้ว
Lawrence Ngwaru and The ZCC Shining Stars- Mambo Rairai Shoko
Takabaiwa Pamoyo - Lawrence Ngwaru Ft Atlantic echoes
มุมมอง 3.3K2 ปีที่แล้ว
Takabaiwa Pamoyo - Lawrence Ngwaru Ft Atlantic echoes
Nehemiah Taura NeDenga
มุมมอง 6K2 ปีที่แล้ว
Nehemiah Taura NeDenga
Lawrence Ngwaru & The ZCC Mbungo Shining Stars - Zunde Ramambo(Official Video)
มุมมอง 180K3 ปีที่แล้ว
Lawrence Ngwaru & The ZCC Mbungo Shining Stars - Zunde Ramambo(Official Video)
Zunde raMambo (Audio track) - Lawrence Ngwaru and ZCC Shinning Stars
มุมมอง 3.7K3 ปีที่แล้ว
Zunde raMambo (Audio track) - Lawrence Ngwaru and ZCC Shinning Stars
Shoko Ngariwande -Lawrence Ngwaru And The ZCC Shinning Stars
มุมมอง 2.2K3 ปีที่แล้ว
Shoko Ngariwande -Lawrence Ngwaru And The ZCC Shinning Stars
Tiri Hondo Imwe-Lawrence Ngwaru and the Shinning stars
มุมมอง 2K3 ปีที่แล้ว
Tiri Hondo Imwe-Lawrence Ngwaru and the Shinning stars
Nherera Nyarara- Lawrence Ngwaru & The Shining Stars
มุมมอง 3.4K3 ปีที่แล้ว
Nherera Nyarara- Lawrence Ngwaru & The Shining Stars

ความคิดเห็น

  • @FxcbkggdOknjhcfdddg
    @FxcbkggdOknjhcfdddg 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Clark Barbara Harris William Lopez William

  • @NoleenMushangazhike-ul3te
    @NoleenMushangazhike-ul3te 9 วันที่ผ่านมา

    Mwari imi ndikutoda nyasha dzenyu

  • @NoelChikoto
    @NoelChikoto 11 วันที่ผ่านมา

    Tinotenda song iyi inondifungisa 2017 kurwara kwamai

  • @makundeprogress722
    @makundeprogress722 17 วันที่ผ่านมา

    Handei Famba bhudi wangu..tsika ipapo...wandiburutsa kumaTerace

  • @MatthewSithole-uv6op
    @MatthewSithole-uv6op 18 วันที่ผ่านมา

    Ipapo

  • @paulchavhunduka7964
    @paulchavhunduka7964 หลายเดือนก่อน

    This song for January February July n August 😅

  • @user-mt5ld5pj6r
    @user-mt5ld5pj6r หลายเดือนก่อน

    Ndava kutendeuka hngu

  • @arrabelmusinawakematekenya1562
    @arrabelmusinawakematekenya1562 หลายเดือนก่อน

    Well done guys . Mambo rairai shoko

  • @EvelynHove
    @EvelynHove หลายเดือนก่อน

    Shuwa kuudza mubereki anamate soso ribve munzira

  • @MavhungaEKudzaishe
    @MavhungaEKudzaishe หลายเดือนก่อน

    Hottesst

  • @MollyManyande
    @MollyManyande หลายเดือนก่อน

    Munoimba veduwee zvinodzora ndangariro

  • @makanyaramatamare6938
    @makanyaramatamare6938 หลายเดือนก่อน

    Amen

  • @user-el3qs9dl9k
    @user-el3qs9dl9k หลายเดือนก่อน

    Batayi mhandu ipihwe mutongo mogona mkoma wangu ngazviende mberi

  • @Brenda-ri6so
    @Brenda-ri6so 2 หลายเดือนก่อน

    Amen pakabatiwa bsa apo 🎉

  • @Luckymarava-en3tr
    @Luckymarava-en3tr 2 หลายเดือนก่อน

    unogona iwe

  • @SarinaSarafina
    @SarinaSarafina 2 หลายเดือนก่อน

    Keep it up mkoma Ngwaru kushinning stars ❤

  • @EricNaison-ls6xc
    @EricNaison-ls6xc 2 หลายเดือนก่อน

    Um munoimba zvenhu mukoma

  • @PortiaPurazi-sd5eg
    @PortiaPurazi-sd5eg 2 หลายเดือนก่อน

    Amen ndarwadxiwa

  • @HonestMundandi
    @HonestMundandi 2 หลายเดือนก่อน

    Zvirokwazvo zvavazvekudenga izvi

  • @MakatendekaChikamba
    @MakatendekaChikamba 2 หลายเดือนก่อน

    Kudonha ndiwe kupasa ndiwe kufoira ndiwe Bata gidhi tipinde musango simudzai ruoko rwerudyi Mambo mutarire vana veZion vamunavo famba Nehemiah tiende titendere kubata basa tiripasi pa Nehemiah ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ Aaaaa master apa makazoratidza kut zvamunoimba zvinoitita yesssssssss Dai kubaira kwaitiuraya taivaka mbungo 2 hr Aiwa kwete yesssssssssssssssssssssss vanonyofora Mambo chikopokopo hecho ka muchadenga

  • @ArnoldMakwenjere-zu8wu
    @ArnoldMakwenjere-zu8wu 3 หลายเดือนก่อน

    Nyaya haasi yaNehmia kana yaSamere ndeya Kristu,ndosaka Jeso akati pana Matthew 8v20 dzinemwena asi mwanakomana haana paanga tsamidza musoro. Shiri dzekudenga madhimoni, mhungubwe vashumiri vadhiabhurosi ,kutsamidza musoro ,vane vanhu vanotenda nhema dzavanoparidza asi Jeso achishaiwa vanhu nemhaka yeyi?

  • @PatronymicTawusa-sk9sh
    @PatronymicTawusa-sk9sh 3 หลายเดือนก่อน

    Amen kuona basa pandering asi Rowedenga risina unoita keep it up Bro❤❤❤

  • @user-nb2md6xs5v
    @user-nb2md6xs5v 3 หลายเดือนก่อน

    zion remoyo wangu

  • @EmildaMabhundu
    @EmildaMabhundu 3 หลายเดือนก่อน

    Wow wow wow wow

  • @EmildaMabhundu
    @EmildaMabhundu 3 หลายเดือนก่อน

    Yoooohoooo keep it up master

  • @GaraMaki
    @GaraMaki 3 หลายเดือนก่อน

    Powerful

  • @rachaelmucharira2458
    @rachaelmucharira2458 3 หลายเดือนก่อน

    Amen

  • @SarinaSarafina
    @SarinaSarafina 3 หลายเดือนก่อน

    May God of Zion bless you my lovely brother 🙏🙏

  • @SarinaSarafina
    @SarinaSarafina 3 หลายเดือนก่อน

    Mr Ngwaru to the GREAT 💕💕

  • @SarinaSarafina
    @SarinaSarafina 3 หลายเดือนก่อน

    May God bless you and your promise

  • @SarinaSarafina
    @SarinaSarafina 3 หลายเดือนก่อน

    Well done mr Ngwaru

  • @SarinaSarafina
    @SarinaSarafina 3 หลายเดือนก่อน

    Mr Ngwaru pamamonya ippo

  • @MarryJoni
    @MarryJoni 3 หลายเดือนก่อน

    Hoyooooo mwana wako

  • @user-fi8yv9om1s
    @user-fi8yv9om1s 3 หลายเดือนก่อน

    Zvika famba mushe ndinouya inondifungisa dzimwe mhepo dzinosimuka tiri musango kudai unoita seusinga fungi vabereki

  • @julekamurove3700
    @julekamurove3700 4 หลายเดือนก่อน

    Unosimudzira vanopera simba unogona kaniti chaiyo

  • @julekamurove3700
    @julekamurove3700 4 หลายเดือนก่อน

    Ishuwa zvaka Profita na Baba Samere

  • @julekamurove3700
    @julekamurove3700 4 หลายเดือนก่อน

    Hamen

  • @NonnyPrince
    @NonnyPrince 4 หลายเดือนก่อน

    this song reminds me of someone so special will forever miss him may his soul rest in peace 💔💔

  • @SarinaSarafina
    @SarinaSarafina 4 หลายเดือนก่อน

    Guys 🔥🔥 moto uyu shinning star huchi

  • @bettinahtagwi4617
    @bettinahtagwi4617 4 หลายเดือนก่อน

    Good baba fulo haa zvinotendwa izvo .famba zion

  • @churchofallnationSA
    @churchofallnationSA 4 หลายเดือนก่อน

    I’m coming to Zion…. This is so touching,I’m falling in love with this church,this one is the real Zion 🙏🏻

  • @UnityThanbani
    @UnityThanbani 4 หลายเดือนก่อน

    Amen amen

  • @MelodyMadongorere-kv9cc
    @MelodyMadongorere-kv9cc 4 หลายเดือนก่อน

    Zion paasvika denga rinodaira shuwa

  • @SarinaSarafina
    @SarinaSarafina 4 หลายเดือนก่อน

    Mwari weZion unemi mkoma rambai makadaro mkoma

  • @SarinaSarafina
    @SarinaSarafina 4 หลายเดือนก่อน

    Rambai makadaro mkoma wangu

  • @SarinaSarafina
    @SarinaSarafina 4 หลายเดือนก่อน

    Mkoma Lawrence GOD Of Zion may bless you I like all your songs

  • @paulchavhunduka7964
    @paulchavhunduka7964 4 หลายเดือนก่อน

    This song I will dance with my brother on my wedding day

  • @nomsanyoni4191
    @nomsanyoni4191 4 หลายเดือนก่อน

    Famba zion

  • @Brave-qx6np
    @Brave-qx6np 4 หลายเดือนก่อน

    Wow makapedzera

  • @user-fw9vp2ky8c
    @user-fw9vp2ky8c 5 หลายเดือนก่อน

    Nice one ndinobva ndatangarira mayarutsirwe and akaitwa namama vangu