- 13
- 14 956
Fr. Methuli Podcasts
เข้าร่วมเมื่อ 4 ธ.ค. 2019
วีดีโอ
Chitonga Tione. By Fr.Methuli Lanele Moyo.
มุมมอง 1K4 หลายเดือนก่อน
Let's Discuss Chitonga Tione Mibvunzo: 1) Semwanakomana, zvinoita here kutaudza mai panyaya iyi uchivaudza kuti Mama pane ka video kamuri kubudikira muchitora mari? Ko makazonyeperei muchipomera mudzimai wangu mhosva? 2) Muroora, zvinogona here kuti azotaudza vamwene kuti ko makandirasira nyaya yandanga ndati ndidzivirire Chimiro chenyu wani? 3) Ko muroora akafonera vamwene, ovabvunza nyaya iya...
TEARS OF THE WOMB
มุมมอง 1.9Kปีที่แล้ว
Here is "A Story That Speaks To You'" This Film brings to attention social challenges in our communities particularly in the family unit that are rarely discussed. Music By Fr.Mobie Musakatiza Mukorekore Brian Nyahuma ( Theme Song- Wakaitei)
TELESTAI
มุมมอง 4383 ปีที่แล้ว
A couple of us struggle to forgive ourselves, for the wrongs we would have done. We find ways to forgive those who would have offended us, yet we carry self blame and shame that keeps thwarting our esteem. Here is a reflection that will help one to forgive themself. Christ paid for all our sins. he paid for them to the full.
Prodigal Father -ZBC-TV Review with Fr Methuli (Episode 2)
มุมมอง 6043 ปีที่แล้ว
Prodigal Father -ZBC-TV Review with Fr. Methuli (Episode 2)
Prodigal Father -ZBC-TV Review with Fr. Methuli (Episode 1)
มุมมอง 9273 ปีที่แล้ว
Prodigal Father Review (ZBC Presentation Episode 1)
Prodigal Father- by Fr Methuli Lanele Moyo
มุมมอง 2.3K4 ปีที่แล้ว
Reason behind the validity and effect of the Gospel accounts, Writtings of Peter and accounts of the Apostles is that, they are testimonies of their real life experiences. Personal participation. And this is where the seed of our Christian Faith sprouts. Here is to you a reflection, “Prodigal Father”. I have preached several times on Forgiveness, Reconciliation, Peace and Love but that would no...
UBaba HwaBaba
มุมมอง 8884 ปีที่แล้ว
This reflection contains a reminder to our Fathers, how much we so need them in every stage and phase of our lives. To us, sons and daughters of our fathers, we are invited never to despise or condemn our fathers, whatever the circumstance could be. If anything, let us learn through them, how to better the next and the after next generation of fatherhood. Like culture, norms, values and traditi...
Chirere Uchirege
มุมมอง 1.2K4 ปีที่แล้ว
A reflection upon challenges facing our parents or grandparents, particularly our mothers or grandmothers, who, having given their all in raising their children, find no appreciation in return from the very children they raised. Some grow to live their own lives and totally forget where they came from, and the hand that raised them. This reflection speaks to parents, who are found mourning and ...
Stolen Time
มุมมอง 9384 ปีที่แล้ว
Let us pray for the Youth. That they may not be lost neither in the Feasts nor Fasts of this world. May the Love of God imbue in this young generation, sufficient grace, that they may all have the wisdom and courage to pick their lives and live them to the full. We pray too, for all parents to which these young belong..., together with all Guardians, Advisors, Priests, Pastors, and Teachers of ...
Thank you father
Thank yu
Amen powerful sermon God Bless you Fr
Dzidziso yakakosha hombe chokwadi mandigonera chokwadi AMEEN and AMEEN ❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
Halleluya soopowerful and soouplifiting thank you chokwadi ndakomborerwa ❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Best teaching ever. Thank you Fr.
Thank you Father for the talk, ini ndinotorarama zvakanaka nehama dzekuchurch kupfuura vekumhuri. Dzidziso yenyu iri kutibatsira rambai makadaro. 🙏🙏
Price paid in full. Amen
Thank you Fr
Ndakakomborerwa musi uyu Fr
Powerful,Mwari tibatsirei
Amen thanks you Fr nedzidziso
Thank you so much Fr Methuli. This is indeed a powerful and challenging message kunyanya mudzimhuri. Mhuri dzakawanda dziri kuparara nenhaurwa dzakadai.
Amen. Thank you Fr.
Thank you Father. Continue the good teachings.
Mashoko makukutu awa ndagwadziwa asi 😢
Thank you so much Fr, ini ndadzidza
Thank you Fr Methuli good teaching
Excellent teachings Mazviita henyu Ini ndini umwe anoti mwana ita zvandareva Asiwo vana vacho vavakutotiremerawo Dai navo vabatsirika neshoko iri
Thank you fr ichokwadi tiri kusangana nazvo vamwe vana havatotaudzi vabereki kna kuva mhorosa wakavarerera muchi kiristo upenyu hwose kungoroora nokuroorwa vatochinja toitavo sei fr unotoshaya wonamata sei mwari vanze chokwadi asi haurasi mbereko nokufirwa tongoramba tichikumbira kumusiki
Zvinotoriko zvekuti unowana mubereki ane Mwana mumba akatsamwirwa nemwana and vasingatotaudzani kwechinguva nemubereki asi achigara mumba mavo, ko kuzoti abuda mumba mavo
Amen Fr
Ndidzo nyaya chaidzo dzatinadzo mudzimba. Dai vabereki tese tabata shoko iri. Dambudziko nderekuti dzimwe nguva mwana akapotera tinoona sekuti mwana atiita challenge. Sekutaura kwamaita pamwe pacho tikaudzwa chokwadi tinoda kuchitiza.
Very true. Vamwe havachataudzani nehama yakapoterwa nekuti mubereki wemwana akapotera akatsamwa nazvo Dzimwewo Hama dzikapoterwa dzinotya kuenda nenyaya kuvabereki vemwana apotera nekuziva hunhu kwavo
Tinotenda Baba Methuli
Chokwadi fr zvirimo mudzimba umu
AMEN ❤❤
Powerful ❤
Father munechidzidzo chikuru tinokomborerwa nemi
Amen
Well done baba thanks mubairo urikudenga
Amen 🙏
Baba Methuli matidzidzisa kuregerera ndookuti uve pedo naMwari thank you baba
Haaa. Ngatisadaro varoora vedu❤
Chirere uchirege amen baba ndaigwadziwa asi nhasi mandigonera baba Methuli
Amen
Tinotenda nedzidziso yakanaka kudai.
Amen Father🙏 this is very powerful
Thank you fr. Amen
Thanks for listening
Its very true. Thank you
Amen, Fr. Thank you
Amen powerful
Strong teachings Ndatenda zvangu Amen 🙏🙏🙏🙏
Chokwadi fr tinosangana nazvo tinotenda nedzidziso
Thank you Father Methuli Amen
Amen Father
Ndicho chokwadi ichocho Father zviri kwese kuvashandirwi nevashandi. Chikafu muchimaid uku vangu varikushanda nenzara
True. Panoda tishandure maitiro edu
Father👆
Good topic For Methuli tidzidzise kuti torera sei vana veeu
Powerful 🙏
Powerful sermon thank you Fr.
What a great experience so touching. God bless you abundantly